N’anga nemaporofita bhasopo’

Kingstone Mapupu MUKURU wesangano rinomirira vanoita zvechivanhu reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoyambira n’anga nemaporofita kuti vasiyane nekufurira vanhu vanotsvaga rubatsiro rwakasiyana kwavari kuti vashandise mishonga yakaipa, zvikuru yekuchekeresa.

Kusarudza mbeu yechibage

Wendy Madzura KURIMA kwaveko mazuva ano kwave kwemhando yebhizimusi, nokudaro zvakakosha kuti varimi vacherechedze zvose zvinoita kuti varime zvinovapa goho repamusoro.

Mamiriro ekunze akakosha kumurimi

Muchaneta Chimuka VARIMI vokurudzirwa kushandisa nzira dzakanaka mukuita mabasa avo idzo dzisingakanganisi mamiriro ekunze sezvo kusanduka kwekunze kuri kudzosera kumashure zvikuru nyaya dzekurima.

Zvitunha Zvisina Misoro, Makumbo Maoko: Mutumbi wakadimburwa nemuchiuno tsve pa’door’

Kingstone Mapupu VAGARI vekwaChinamano Extension, kuEpworth, nemusi weSvondo wadarika vakaona mashura pamba pemumwe mukadzi – apo pakafuma pakakandwa chitunha chemwana pamusiwo wemba icho chainge chakachekwa nemuchiuno, chisina nhengo dzose dzekuzasi,…

‘Bhora radhakwa’: mitambo yeDynamos, caps haisisina mukurumbira

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa ichitamba nhabvu kuzvikwata zvinoti Arcadia United, CAPS UNITED nemaWarriors – Carlos Max – anoti mutambo weHarare Derby pakati peDynamos neCAPS UNITED hausisina mukurumbira sezvawaiita kare.

Bhinya rakapa mwana mazepi

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 26 ekuberekwa akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates Courts nemhosva mbiri dzekubata chibharo kamwana kasikana kane makore 11 ekuberekwa apo aikapa mazepi sevharamuromo.

Young Igwe osimudzira maboozer

Abel Ndooka ZVIKWATA zvitanhatu zvenhabvu yemaboozer zvichasangana svondo rino nemusi weMugovera paPrince Edward School, muHarare apo zvichatatsurana pamutambo wePeter Moyo at 29 Tournament.

Kudetemba nebembera

Munyaradzi  Gunduza UCHISHANDISA nhetembo shanu kubva munhetembo dzaaokurova bembera nedzejikinyira kana mavingu, tsanangura zvaishungurudza VaShona mumagariro avo.  [25]

‘Baba munofurirwa namhamha’

Gamuchirai Muzanenhamu VAMWE baba vanoti vari kugara vakabatira hana yavo mumawoko nekuda kwemaitiro emwanakomana wavo uyo wavanoti vakamutuma kana kumutsiura, haavatereri asi kuti anobva avatyisidzira achiti anogona kana kuvapisira mumba.

O-LEVEL — RUKUVHUTE: Matambudziko eAfrica

Munyaradzi Gunduza SARUDZA nhetembo mbiri dziri muna Rukuvhute dzinojekesa mamwe tambudziko anowira zvizvarwa zvemuAfrica.

×