Kuzvarwa uri munhu kwega hakuna kukwana
naIgnatius Mabasa KUZVARWA uri munhu kwega hakuna kukwana. Unogona kuve nechimiro nematauriro emunhu, asi izvozvo zvega hazvikuite kuti uve munhu.
Dzidzo itsva neStem
naChiremba UPFUMI hwenyika ndiro keke rejekauchisiya rinoraramisa munhu wose. Kana keke iri risina kukura zvekugutsa munhu wose zvakaita reZimbabwe, panenge paita mbunambuna. Panenge potoda mushonga wekudhadhamura kana kufutunudza keke iri.
Zvadzidzwa mumitambo
Munyaradzi Gunduza PAMITAMBO yevechidiki iri mubhuku iri sarudza mishanu chete ugojekesa matambirwo ayo, uye zvayaidzidzisa vana. [25] Pfukumbwe p.93 – mutambo wezvindori wekutaura zvinhu nemazvo pasina kudarikira kuverenga. Mutambo unotambwa…
Ongororo yaRukuvhute
Munyaradzi Gunduza MASVONDO apfuura takanga tichiongorora bhuku renganonyorwa rinonzi Manyambiri. Takatarisa zvinhu zvakawanda kwazvo zvinobuda mubhuku iri. Zvimwe zvezvinhu zvamakadzidziswa kuongorora mubhuku iri hazvishamise mukazosangana nazvo pakupera kwegore apo munonyora…
Mukadzi wemunhu oudza murume wemunhu . . .‘Ingoti pwe, ndine foto yako uri musvo mufoni’
Muchaneta Chimuka MUSHANDI wekambani yeDelta Corporation anoti akatemwa nebhodhoro redoro ndokukuvara padama nepahuma nemumwe mudzimai wekuChitungwiza uyo ari kumupomerawo kuti akamutumira mufananidzo wesikarudzi yake panhare achimukumbira bonde. Silvanos Murevesi (36)…
Nadal akabuda muCincinnati Masters
SHASHA yemutambo wetenesi pasi rese, Rafael Nadal (32), akabuda mumutambo weCincinnati Masters sezvo ari kuedza kutanga gadziriro dzake dzekuchengetedza mukombe weUS Open.
Pura mari nechibage chinyoro
Philip Matombo TINOKUKWAZISAI varimi kumativi ose enyika pachirongwa chatinodzidzisana kurima navasahwira venyu veSeed Co. Chinangwa chiri chekuti bhizimisi redu rekurima rifambe zvakanaka, nyika yedu igoguta.
Anochemera ropa
Muchaneta Chimuka VANHU vaive padare redzimhosva reHarare Magistrates’ Courts, kuRotten Row, muHarare, vakambomira zvose zvavaiita svondo rapera vachiyeva mumwe mukadzi — uyo anonzi anogara kuDzivarasekwa — apo akangotanga kubongomora mhere…
Chikoro chitsva kuBinga
Daphne Machiri SANGANO reActionAid Zimbabwe riri kuita mabasa makukutu ekusimudzira dzidzo munyika zvichitevera kuvakisa kwariri kuita zvikoro kumativi mana enyika uye nguva pfupi yadarika rakavakiswa chimwe chikoro kuBinga pasi pechirongwa…
Chivaviro akazviita zvakare
Malven Mugadzikwa MUIMBI ane mukurumbira mumusambo wechitendero Reverend Togarepi Chivaviro vanoti vatsigiri vakavakoshera zvikuru izvo zvakaona vachitsikisa mavhidhiyo edambarefu ravo idzva rinonzi Matishamisa iro vakabuditsa vachipemberera kusvitsa kwavo makore makumi…






