Varimi vogadzirira kurima fodya

Muchaneta Chimuka VARIMI vefodya vakatanga kugadzirira mwaka wa2018-19 uye kusvika parizvino 88 224 vavo vakatonyoresa kurima chirimwa ichi.

‘Musamhanye kusaina kondirakiti’

Abel Ndooka KAMBANI inomirira vatambi vemitambo yakasiyana yeSafel Insurance inoti zvakakosha zvikuru kuti vasangomhanya kusaina makondirakiti avanenge vapihwa kunze kwenyika vasina ruzivo rwuzere pamusoro pawo sezvo vamwe vavo vari kupedzisira…

KuZifa handibve ini: Phidza . . . ndiko kukereke kwangu

Abel Ndooka MUTUNGAMIRIRI wesangano rinoona nezvenhabvu munyika muno reZimbabwe Football Association (Zifa), Phillip Chiyangwa, anoti kukunda kwaakaita musarudzo dzichangobva kuitwa kuti amirire Zvimba South mudare reNational Assembly hakumukanganise kutungamirira sangano…

Kiriniki ine musiyano muHre

Kingstone Mapupu MUMUSHA weUshewokunze, muguta reHarare, muri kuvakwa kiriniki ine musiyano iyo ichange ichishandiswa mishonga yechiRungu pamwe chetewo neyechivanhu.

‘Ndakachengeteswa mwana asiri wangu’

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuGlendale, kuMashonaland Central, anoti akapedza mwedzi mina achigara nemwana ane makore mana okuberekwa uyo akaramirwa nemudzimai ari kumupomera kuti ndewake, asi ongororo yeDNA ndokuti handiye baba…

mabhurugwa evanhukadzi ‘omera makumbo’

Rukisheni rwose . . . Kingstone Mapupu VANHUKADZI vane chitsama vemurukisheni rweUnit N Extension, kuChitungwiza, vanoti vari kushaya zvipfeko zvavo zvemukati izvo vanozoona zvakaunganidzwa pamwe chete uye zvakaposhongedzwa tsvina yevanhu,…

‘Madzimai tsigiranai’

Kingstone Mapupu MAMBO Goronga vekuNyamapanda, kuMudzi, vari kukurudzira vanhukadzi kuti vatsigirane zvizere mune zvakasiyana kusanganisira nyaya dzematongerwo enyika kana munharaunda dzavagere kuitira kuti vatorewo zvigaro zvepamusoro.

Akaponda baba naamai ka1

Kingstone Mapupu MURUME nemudzimai wake vekwaSadza, kuChivhu, vakafa vachiita zvekupondwa nemwana wemumhuri yavo uyo anofungidzirwa kuti murwere wepfungwa apo akavarova nejoki remombe nematombo.

Huku ine dovi

USAVI hwemitsipa kana kuti misongoro yehuku ine dovi mutakunanzwa chaiwo uye kudya kwemhuri kwakareruka pamutengo zvekare kunovaka muviri sezvo kuine mapuroteni akawanda.Svondo rino Judith Rwodzi wekuMudzi anotsanangudza mabikirwo ehusavi uhu.

Rimai muchando kurwisa kupararira kweFall armyworm

VARIMI vane madiridziro vokurudzirwa kukoshesa kurima mumwaka wechando senzira yekuderedza kupararira kwegonye rapedza zvirimwa reFall armyworm.

×