Chirongwa chekusimbaradza dzidzo

GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti dzidzo yekumakoreji nemayunivhesiti inofanira kuve nehudzamu ichienderana nezvinodiwa mumaindasitiri kuitira kusimudzira budiriro yenyika.

‘Mhanzi isingavake bodo’

MUIMBI wemusambo wechitendero, Praise Makumbirofa, anoti vechidiki ngavafarire kuparidza shoko raMwari pane kuswera vachiimba mhanzi isina zvainovaka muhupenyu hwevanhu.

Fodya ye$592m yakatengeswa

KAMBANI yeTobbaco Industry and Marketing Board inoti fodya yatengeswa kumisika yakasiyana munyika muno kubvira kutanga kwemwaka wekutengeswa kwechirimwa ichi kusvika pari zvino i203 miriyoni kgs iyo inokosha $592 miriyoni.

Tezvara nemuroora voripira makunakuna

TEZVARA mupositori nemuroora wavo vekuwanikidzwa vachishinha muimba yebasa pakiriniki yeChiriseri, kwaJingo, kwaMambo Masembura, vakazomiswa mudare ramambo weko vose ndokuripiswa mombe dzemakunakuna.

Ashton odzoka kuEngland

CHRIS Ashton akasayina kondirakiti neSale kuti akwanise kudzoka muchikwata cheEngland zvichitevera kubva kwaakaita kuToulon.

Akaisira mukadzi chepfu mumvura

Gamuchirai Muzanenhamu— VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mudzimai akati murume wake akamuisira muchetura mumvura yekunwa achida kumuuraya zvichitevera kunetsana kwavari kuita nenyaya yemba.

Northern Region Division One log

WEEK 16 TEAMS P W D L GF GA GD PTS

Prof Mwenje vatora mumwezve mubairo

Cletus Mushanawani— VICE-CHANCELLOR veBindura University of Science Education, Professor Eddie Mwenje, nguva pfupi ichangodarika vakadadisa zvakare apo vakahwapura mubairo mukuru weManager of the Year weZimbabwe Institute of Management, Northern Region…

Mutambi honzeri

Munyaradzi  Gunduza— SVONDO rino tinopedzisa matambudziko anowira vatambi.

Nhetembo dzerufu

Munyaradzi Gunduza— Tinodzidzei pamusoro perufu kubva munhetembo dzerufu dziri mubhuku iri? [25]

×