Ngano dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari

Munyaradzi Gunduza 4. NGANO dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku iri. [25]

– BUMBIRO IDZVA REDZIDZO – Mviromviro dzekuwandudzwa kwedzidzo

naChiremba DZIDZO inofanira kutarisana nechokwadi chemararamiro emuZimbabwe itsva. Nhamo yakanga yakandira mazai mudzimba, vanhu votyira kuti ikazososodza yaisazosiya mupenyu. Mabasa akaoneka, vazhinji vakasaziva murungu.

Ndiko kupindana kwamazuva

VAKAPINDA musarudzo dzokutanga sevavhoti nyika ichiwana kuzvitonga kuzere mugore ra1980, vachiripo nhasi uno tadongorerana neimwe sarudzo, vanogona kupupura kuti zvinhu zvasanduka.

Pfupiso yaManyambiri

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi kubva patakasiira svondo rakapfuura. Paida naPaido vanokura vari vana vakanga vakafanana zvikuru zvekuti aivaona aikwanisa chete kuvaziva kuburikidza nezvifumuro zvavakanga vakaiswa muhuro nemumakumbo izvo zvaiita kuti…

Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2, ndinotsvakawo murume wekushamwaridzana naye

MAKADII? Ndoda kukutendai nekubuditsa tsamba yangu kwamakaita ndichitsvaga murume akanaka. Ndotenda ndakamuwana tatova kutarisira kuchata. Ndatenda hangu, saka vamwe vose vachiri kufona pa0778 924 362 chiregai henyu.

Ndiri kufinhura, rega ndifinhure

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa NDAKANZWA Gafa richiimba richiti: Usandibvunze, ndiri kufinhura

HPV: Itai kuti vana vabaiwe

HURUMENDE, kuburikidza nebazi rezveutano nekurerwa kwevana, svondo rino yakatanga chirongwa chakakosha zvikuru chinodaidzwa kuti National Human Papillomavirus (HPV) Vaccination Programme icho chakananga kubaya majekiseni ekudzivirira chirwere chegomarara remuromo wechibereko kuvanasikana…

varoyi vakatetena chitunha

Kingstone Mapupu MAMBO Chireya vekuGokwe nevagari veko vari kutadza kunzwisisa zvakaitika pamutumbi wemushakabvu harahwa uyo wakafumoonekwa nehama neshamwari usisina dzimwe nhengo, kusanganisira sikarudzi.

Tiri kuvandudza dzidzo – ed

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa vanoti dzidzo ndiwo musimboti webudiriro yenyika sezvo ichiumba remangwana revechidiki rakajeka kuburikidza nekuvadzidzisa hunhu hwakanaka nekuvapa fundo yemabasa emawoko ayo avanozokwanisa kuzviraramisa nawo.

yangova ‘go bhora’. . . zvibodzwa 178 zvazunguza mambure

Abel Ndooka SVONDO rino mutambo weCastle Premiership uri kupinda muvhiki re11 apo zvikwata 18 zvose zviri kukwikwidza zvatamba mitambo 10 ndokunwisa ka178.

×