Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana

MAKADII veKwayedza? Ndinotenda makaita basa, ndakawana wandaida. Ndinoti vose vachiri kufona pa0734 918 964 chiregerai henyu ndakamuwana.

Tsvimbo yedzinza haipiwi mutorwa!

ANONZI mabasa kuwanda, muzvere kurarira tsenza. Vanhu tichitarisa munhu achiita kunge akatakura hari izere dzungu. Hana dzinoda kutsitswa mwaka uno, nokuti mukaramba muchingozvisekerera, munozoona zviya zvinotaurwa navanhu kuti kana pari…

Vanotadza vanorangwa

Munyaradzi Gunduza 1. UCHISHANDISA ngano shanu, tsigira pfungwa yokuti vanhu vanoita zvisingatarisirwe muupenyu vanorangwa. [25] Murungano runonzi Vasikana navakomana shumba mune vasikana vanoroorwa navakomana vavainge vasingazivi izvo zvaisatarisirwa patsika dzavaShona.…

MAONERO EDU: Vanhu yeukai kwamakabva

VAKURU vane chirevo chinoti ziva kwawakabva, mudzimu weshiri uri mudendere. Izvi zvinoreva kuti munhu anofanira kukoshesa zvakaita kuti ave neupenyu hwaave nahwo panguva iyoyo.

Nyora nhoroondo, pedza tb

MUSI 24 Kurume, Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika pasi rose mukucherechedza zuva reWorld Tuberculosis (TB) iro rakaitwa pasi pedingindira rinoti, “Tinoda vatungamiriri vanorwira kupedzwa kwechirwere cherurindi muZimbabwe. Unokwanisa kuita nhoroondo yekupedza…

Mabasa eSeed Co nevechidiki

Charles Munyoro VARIMI tinokuchingamidzai apo tinokurukura nemashandiro ari kuitwa nekambani yenyu yeSeed Co nevechidiki.

‘psl dzosai nhabvu patv’

Abel Ndooka ZVIKWATA zvinokwikwidza muCastle Premiership zviri kunyunyuta zvikuru nekusashambadzwa kuri kuitwa mitambo yazvo paterevhizheni sezvo sangano rePremier Soccer League risati rawana kambani inokwanisa kutepfenyura mitambo iyi. Zvichitevera kupera kwakaita…

Anogara nemusoro wemunhu

…‘Ini ndaiti igudo’ … ‘Mushonga wedivisi’ … Waigariswa mumunda Nyore Madzianike VANHU vekwaMarange — avo vakanogariswa patsva kuArda Transau, mudunhu reManicaland — svondo rapera vakasara vasina nechekutaura zvichitevera nyaya yemumwe…

‘businessman’ obviswa pamukadzi nezvidhoma. . . achibvutirwa sadza

Kingstone Mapupu MURUME ane chitoro paChakanyemba Business Centre, kwaBerejena, kwaMusana, anoti ari kufuswa pamudzimai wake kana voda kudanana muimba yekurara apo anobviswa paari, okandwa kure naye nezvinhu zvaasingaone.

Rimai chirimwa chitsva Chia: Boka

Kingstone Mapupu KAMBANI yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF)  yakabatana neyeChia Growers Zimbabwe Private (Limited) yokurudzira kurimwa kwechirimwa chitsva chinodaidzwa kuti Chia icho chinonzi hachinetsi kurima sezvo chisingade mishonga nefeteraiza mukurimwa…

×