Rina manyanga hariputirwe
Munyaradzi Gunduza “RINA manyanga hariputirwe mumushunje.” Tsanangura kuti tsumo iyi inozadziswa sei nezviitiko zvishanu zviri mumutambo Kereke Inofa. [25]
Chisi hachieri musi wacharimwa, veduwe-e!
Mukwende, mukwende. Zvawakatakura hazvizivikanwe uye hazvibvunzwe. Pamwe nyakutakura anototakurawo zvaasingazive. Mheno zvake! Ndiwo anonzi mazvokuda, mavanga enyora.
Zvinotarisirwa parondedzero
Ticha Danga KANA ichinge yasvika nguva yekunyora rondedzero, vana ngavadzidziswe zvinotevera nguva dzose zvigare nekupinda mumusoro mavo dakara nekusingaperi. Ndaona zvakakodzera kuti ndisati ndabata mhando dzerondedzero, zvakakosha kutanga ndapa nyevero…
Wakandizadza chirwere’
Lizzy Mushoriwa MUDZIMAI wekuenda kudare achida kutorera aimbova murume wake gwaro rerunyararo akazoshaya pekupinda nekunyara apo akafumurwa kuti akange oda kumutiza mushure mekumuzadza chirwere.
n’anga yoshopera iri musvo…Sungisai munhu: zrp l Ichi chipini – Mambo
Kingstone Mapupu VASHANDI vepapurazi reArgosy, kuMarondera, nemusi weChishanu wadarika vakaona manenji — bhaisikopo remahara — apo n’anga yainge yadaidzwa nemurungu wepo kuzochenura purazi iri yakabata basa iri musvo — kubva…
Voitiswa mitambo inosimbisa muviri
Muchaneta Chimuka SANGANO rekuEpworth rakazvimirira, reTZU Chi, riri kuita mabasa makukutu ekusimudzira utano hwevakaremara, vakwegura nevamwe varwere kuburikidza nekuvaitisa mitambo inosimbisa miviri, kuvapa chikafu nemishonga yechivanhu.
‘Handiende, ndinogarira imba yangu’
Gamuchirai Muzanenhamu MUKADZI wekuendeswa kudare nemurume wake achinzi anogara achimurikita kumurova nekumutukirira pazere vanhu anoti haazi kuzobva pamba paari kunzi abve sezvo musha wacho vakauvaka vose.
MAONERO EDU: Murume mukuru kushaya nyadzi!
SVONDO rino tine nyaya inoshamisa nekushatirisa panguva imwe chete. Iyi inyaya yen’anga yakabvisa hembe dzose zuva rakacheka nyika pamberi pechaunga chevanhu apo yaichenura rimwe purazi riri kwaMambo Svosve, kuMarondera. Mukubuda…
‘Junior Policy yafa’…Ngaimutsiridzwe: Mutasa l Tarenda rizere: Muzadzi
Abel Ndooka MAKORE adarika, zvikwata zvemuCastle Premishiership zvaizivikanwa nemukurumbira wekubika vatambi vechidiki kuburikidza neJunior Policy avo vaizopinda muzvikwata zvevakuru kana vachinge vaibva izvo zvasiyana nanhasi uno apo zvave kutenga vatambi…
‘Musambunyikidze vanhukadzi’
Lizzy Mushoriwa MUIMBI wechidiki ari kusimukira mumusambo weZim-dancehall anoti veruzhinji vanofanira kusiyana netsika yekumbunyikidza kodzero dzevanhukadzi.







