Munyori wemabhuku otsvaga rubatsiro
Lizzy Mushoriwa naGamuchirai Muzanenhamu MUNYORI wemabhuku wechidiki uyo ari kusimukira ari kutsvaga rubatsiro rwekudhindisa mabhuku ake manomwe echiShona.
‘Tinoita setisina kumbodanana’
Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE mukadzi akachema-chema mudare achiti iye nemurume wake vave kungogara vachiita sevasina kumbobvira vadanana nekuda kwekusawirirana, zvisinei nekuti vane vana vose.
‘Ndakarohwa nevaroyi’‘. . . ndikafuma ndava bofu’
Kingstone Mapupu MUNYAYA izere nekushamisa, pane murume wekwaNyashanu, kuBuhera, ari kuti nguva yadarika akarara husiku hwose achirohwa nevanhu vainge vasina kupfeka avo vaanoti varoyi, iye ndokuzofuma ave bofu.
mwana (3) kungotsakatika?…Akatorwa nechamupupuri…Hazviite, taurai chokwadi…‘Mapurisa nyatsoongororai
Kingstone Mapupu MWANA ndumurwa wekuBeatrice wekunzi akatorwa nechamupupuri ndokuendwa naye anonzi haasati awanikwa.
‘Hakuna spiritual father’‘. . . maporofita ari kunoromba’
Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wechechi yeGrace of God Ministries, Apostle Tenson Sinaiti Mukanya — uyo anozivikanwa saTS Mukanya — anoti maprophet nemaporofita mazhinji vanozviti vane vana baba vezvemweya (spiritual fathers) vari…
Kuputse mukunda
NDAUWE ndauwe, thongo redu rekupona kwaHlabiso, thongo reduro rekupona kunemwi ekwaHlerema, Hlukuzo neekwaDlakama. Tinodakara yaemho kumutekesa pano pachirongwa. Tinogonda teshe takamhoryoka yaemho. Kuti ariyo ane matenda, ngaaporeswe ndiMarure. Kuti ariyo…
‘maporofita nen’anga pindirai’
Kingstone Mapupu VAKURU vemachechi akasiyana nenyanzvi dzezvechivanhu vari kukurudzirwa kuti vabatsire mhuri yekuBeatrice iyo ine mwana chipwere ari kunzi akatsakatika nguva pfupi yadarika mushure mekutorwa nechamupupuri apo aitamba nedzimwe pwere.
Guva rembwa isina kofini kana munamato
naIgnatius Mabasa DZIMWE tsika dzakafanana nekudyiswa mapepa. Mapepa haarutsise, asi anoshata kunge shut-up yemunhu ari kuvira nehasha asiri kuda kutombonzwa kuti uri kuti kudii. Mapepa haajairike, nyangwe ukaaisa sauti haamedzeke.
Ini ndapfidza nenjovhera
MUBVUNZO: Makadii Sekuru? Ini ndine dambudziko rekuti ndaita njovhera. Ndanzwa nekufamba ndichitsvaga rubatsiro asi chiri kungopera imari yangu chete pasina rubatsiro rwandiri kuwana. Ndibatsireiwo Sekuru dambudziko rangu ripere.
Hutsinye hwaCindy
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa madingindira anobuda mumutambo uyu. Hutsinye:







