Zvakanaka zvakadaro kuna Mukwende!

Ndozvireva na Mukwende Washe Musabvunza kuti ndakange ndaendepi nokuti ndaingonzwa nemarehwa-rehwa kuti vamwe maiti asi Mukwende akadyiwawo nechakamedza mbudzi? Ndiriko! Hatidyiwe zvokumhanya.

Huipi hwaCindy

Munyaradzi Gunduza Svondo rino tinoenderera mberi nekupedzisa musoro webhuku nenyaya. Maggie anonhonga vhunze nemuromo paanosvika muimba yekutandarira achisimudza Mbuya Haruna kuti vagare mumasofa mavairambidzwa naCindy aiti vaizadza fodya yebute. Pasina…

Peshi, uri nyoka chaiyo!

Ignatius Mabasa Hadzisi nguva dzese dzatinoona nekuziva, nekugashira kuti tine dambudziko. Mumwe murwere chaiye haati musi waatanga kukosora otoenda kuchipatara. Vazhinji tinorera zvirwere vachida kuona magumo azvo, vachiramba kuti vanorwara,…

Kasipiti ‘Siriro’ korutsa zvipfeko, magemenzi

Muchaneta Chimuka Kudunhu rekwaMunyawiri, kuDomboshava, kunonzi kune kasipiti ako “kanorutsa” zvinhu zvinosanganisira zvipfeko zvemukati zvechirume, nyanga nemagemenzi izvo zvinoita kuti vagari veko vagare vachitya.

Chikomba tasa! . . . Vakadzi vaviri vonzi vakaponda

Muchaneta Chimuka Mukadzi wekuChitungwiza ari kumira mudare reko achitarisana nemhosva yekuponda chikomba chake achibatsirana nemukoma wake mushure mekunge vanetsana pazuva rekupemberera gore idzva.

‘Ndakaitirwa tsvina nenyoka’

Kingstone Mapupu Mukadzi wekwaChihota, kudunhu reMashonaland East, ari kuti akashurwa mare apo akaitirwa tsvina nezinyoka ari pamba pavo — zvekuposhongedzwa mbatya dzose — munhu ndokusara mitezo yemuviri wake yaoma ipapo…

Kilimanjaro: Zvakatangira mumabhawa

Abel Ndooka Vazhinji vanoziva mushakabvu Proud “Kilimanjaro” Chinembiri ari shasha yetsiva asi mukukura kwake aive “katsi” chaiyo pagedhi pakubata bhora mumutambo wenhabvu izvo zvakamuona achitambira zvikwata zvakawanda.

Bhadharai fizi: Mavima

Tandayi Motsi Gurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti vabereki vanofanira kubhadharira vana vavo mari dzechikoro zvisinei nemutemo weHurumende unoti zvikoro hazvitenderwe kudzinga vana vane zvikwereti.

Fodya yakapiswa nemushonga

Muchaneta Chimuka Vamwe varimi vekuLinton Farm kuCentenary, kuMuzarabani South, vanoti vakarasikirwa nemahekita matatu efodya zvichitevera kutsva kwakaita chirimwa chavo mushure mekunge chafiritwa nemushonga wesora nemunhu asina kuzivikanwa.

‘Gomarara rowanda kuvanhu vane husope’

Muchaneta Chimuka Sangano rinomiririra vanhu vanorarama nehusope, reSave the Needy House, rinoti huwandu hwemasope ari kutambudzwa nechirwere chegomarara reganda huri kuramba huchiwedzera zvichitevera kudhura kwemishonga kana kuti mafuta anovabatsira mukuzvidzivirira…

×