‘Haundirambe zvekumhanya’
Lizzy Mushoriwa — MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti ari kutyira upenyu hwake sezvo aimbove murume wake achigara achida kumubaya nebanga senzira yekumumanikidza kuti vadzokerane.
Matongerwo enyika
Munyaradzi Gunduza — 5. Sarudza nhetembo ina dzezvematongerwo enyika dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo ugotsanangura zvinotaurwa mune imwe neimwe yadzo. [25]
Koshesai dzidzo — Ollah 7
Abel Ndooka — VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vakoshese dzidzo yavo kuitira kuti vagove neremangwana rakajeka. Kurudziro iyi yakaitwa svondo rapera nemushamarari ane mukurumbira wenhepfenyuro yeStar FM, Owen “Ollah 7”…
Zvinoyera kuvatema
Ticha Danga — MWEDZI watadai kudarika unonzi mwedzi waMbudzi (November) unova mwedzi une zvakawanda zvinoitika. Uyu mwedzi unozivikanwa nekurangarirwa nevazhinji nekuda kwezvaunotakura.
Vodzidza mabasa paEmerald Hill
Muchaneta Chimuka — AIVA makuwerere pachikoro cheEmerald Hill School for the Deaf, muHarare pazuva reOpen Day apo vabereki vaiona mabasa emawoko ari kuitwa nevana sekuveza matombo, kusona nekubika.
Huku yakafashaidzwa
NYAMA yehuku haingodi kukangwa nemafuta chete nguva dzose, asi inogona kubikwa nedzimwe nzira dzakasiyana idzo dzinosanganisira kuita zvekuifashaidza.
Hazvisisipo sesipo yasiiwa mumvura
naIgnatious Mabasa — LEONARD Dembo akaimba kuti, “Zviripo zvinondiremera zvizhinji . . .” Nguva dzatiri dzino inguva dzekurangarira. Uchiri kurangarira here zvakaitika kuna Paul paye paakanga achikanyaira akananga kuDamascus achizvinzwa…
Homwe yemari yapwa: Mavima
— Chirongwa chematicha chombosendekwa Munyaradzi Musiiwa — ZVICHITEVERA kushomeka kwemari, Hurumende inoti ichambomira kufambisa chirongwa cheTeacher Capacity Building Programme icho chakananga kudzidzisa maticha kuti akwanise kuzadzikisa zvinodiwa pasi pegwaro idzva…
Muboora une dovi
MUNGUVA ino yatiri yeZhizha, muriwo wemuboora unowanda zvikuru muminda. Muboora kudya kune utano uye kusingadhure.
Muroora akarova tezvara nebhurugwa
Kingstone Mapupu — MURUME wekwaChivero, kuMhondoro akashaya pekupinda nekunyara padare ramambo weko apo muroora wake akambosendeka nyadzi padivi, ndokukumura chipfeko chake chemukati pajekerere, icho akashandisa kurova nekupukuta






