Maticha odzidza New Curriculum

— 70 000 vakatopedza: Dokora Nqobile Tshili — GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari Dr Lazarus Dokora vanoti varairidzi vanodarika 70 000 vakavandudzwa ruzivo rwavo rwebasa nechinangwa chekuzadzikisa zvinodiwa pasi pechirongwa cheNew…

Mitemo yebvunzo

Ticha Danga — ZVOTOENDA kwamvura yacheka makumbo tati regai tipinde mukunonyora bvunzo tiine mitemo chaiyo iyo tinofanirwa kutevedzera kuti tibvutire vakwenyi vebasa zvibodzwa nezadzamatura yegoho. Tingange togona chose kurudunura madimikira

Chausiri kunzwisisa chii ipapa?

naIgnatius Mabasa — NDAIVE parufu rwemurume wechidiki akafa mushure mekudhumwa nemota akadhakwa. Parufu rwake ndakanga ndakagara neshamwari dzake dzaainwa nadzo. Dzakandiudza kuti dambudziko raive nemufi raive rekukurirwa nedoro. Vakati aiti…

Zvakaipira fesibhuku

Munyaradzi Gunduza (v) Kufambiswa kwemashoko Mudetembo rakanzi “Fesibhuku” rakanyorwa naEvidence Makuni rine dingindira rekufambiswa kwamashoko. Nyanduri ari kushungurudzika nekuipa kwefesibhuku iyo yaita kuti vamwe vanhu vaite chipfambi, uye kupedza nguva…

Kuchengetedza mwanakomana kumhirizhonga yepabonde

Danai Chirawu — MUNYAYA yedu yadarika, takanga tichikurukura nezvezera rakakodzera kuti vanhu vange achipinda munyaya dzepabonde. Chokwadi chiripo ndechekuti mutemo unotaura nezvemazera evanokwanisa kubvuma kupinda munyaya dzepabonde

Kudire doro remakoto

APA taakude kuphanda ngekudire doro riya retabika. Tomboti doro redu riya raibva muhari, asharuka emuganga anouya kuzodire doro riya.

‘N’anga inondishandisira ‘bluetooth’’

Lizzy Mushoriwa — MUSHURE mekunge murume wake amitisa mwanasikana weimwe n’anga yemunharaunda, mukadzi anoshanda semurairidzi achigara mumusha weNgoni, kuNotorn anoti aoneswa chitsvuku nekupindwa naye pabonde nemurume waanenge asingaone

Vochinjana madzimai . . . baba nemuroora mwana naamai

Kingstone Mapupu — MWANAKOMANA saimba wekwaDotito, kuMt Darwin ari kudura kuti baba vake chaivo vekumubereka vaishinha nemumwe wemadzimai ake, iyewo achishereketa pabonde nanaamai vake —zvose zvichibva mukuwirirana kwavakaita pavakanoromba

Munyemba une dovi

KUBVIRA pasichigare, vanhu vaidya chikafu chine utano chinosanganisira miriwo yakaita semunyemba uye izvi zvaiita kuti vasabatwe nezvirwere zvenhando sezvave kuitika muraramo yanhasi.

Voongororwa gomarara pachena

Patrick Shamba — VANHUKADZI vane denda regomarara rezamu vava kuzoongororwa chirwere ichi pachena pachipatara cheMpilo Central Hospital, kuBulawayo.

×