Madora kudya namambo
MADORA kudya kunonaka, kuchivaka muviri uye kunogara kwenguva refu kusina kuwora nokudaro akakosha zvikuru kutakura sembuva kana uri parwendo. Svondo rino Tendai Chandipwisa wekuChiredzi anotitsanangurira nezvemabikirwo
‘Murimi anofanira kurongeka’
“MUDZIMAI wangu paakauya pano, nzvimbo ino yakange riri sango chairo. Takatumidza nzvimbo ino zita rekuti Matovanyika nekuti pakutanga zvakange zvakaoma zvikuru uye takashanda zvishoma nezvishoma mukurima ivhu iri,” vanodaro VaRichard
n’anga yodyiwa nemakonzo
Kingstone Mapupu — CHITUNHA chemurume aive n’anga uyo aigara kupurazi rekwaMacdonald — uko kunonyanya kuzivikanwa nekuti kwaMecky, kwaChivero, kuMhondoro — chinonzi chakan’en’enwa nemakonzo aidarika 100 ndokudyiwa kusvika hura hwave kuonekwa
Kurima magaka ePrime Seed Co
Elizabeth Benjamin — PRIME Seed Co ikambani inotengesa mbeu dzemiriwo (vegetables) dzakasiyana-siyana pamwe chete nembeu dzemafuro ezvipfuyo. Kambani iyi inozivikanwa nekutengesa mbeu dzakauchikwa zvemhando yepamusoro, dzinodaidzwa kuti mahybrids.
‘Ndofa ndiri bhachura here?’ … ‘Ndinongochaya mapoto nevakadzi’
Muchaneta Chimuka — MURUME wekwaChundu, kuHurungwe, ari kuchema-chema kuti ane rushambwa urwo rwunomutadzisa kuroora achiti chake kungochaya mapoto bedzi nemadzimai anozomukanda saga kana vapedza naye.
Masvikiro akaungana kuHurungwe
Muchaneta Chimuka — MUTUNGAMIRIRI wesangano reZimbabwe National Practitioners’ Association (ZINPA), Sekuru Friday Chisanyu — avo vanove zvakare sachigaro weTraditional Medical Practitioners’ Council — svondo rapera vakaita mutambo webira kumusha
Mutendi Primary yave nebhodhingi
CHIKORO cheMutendi Primary School, icho chinotungamirirwa naBishop N. Mutendi, chichange chave nebhodhingi kutanga muna Ndira gore rinouya.
zvimbokoma pamasowe, Muporofita okinditsirwa $500 yema’one-on-one’
Kingstone Mapupu — YAKAVE bata murefu bata mupfupi pasowe riri pedyo nepaMbudzi Round- about, muHarare, apo mumwe muporofita akarikitwa negurumwandira revanhu raanonzi akange abhadharisa mari achiti aizovabatsira mumatambudziko avari
Chipindura High: Chikoro chepamusoro
CHIKORO cheChipindura High School, icho chiri kuBindura, kuMashonaland Central, chakavandudzwa kuti chive chemhando yepamusoro munyika muno pamwe nemudunhu rose reSouthern Africa uye vadzidzi vepo vari kubudirira zvikuru mufundo
Mabhuku matsva eMass Displays
BUMBIRO idzva redzidzo remuZimbabwe (New Curriculum) rine zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinofanira kuitwa nevana kubva padanho rekutanga redzidzo.











