Zvidzai arwarisa

Munyaradzi Gunduza —13. BURITSA zvinhu zvishanu zvinojekesa kuti Zvidzai akanga anyanyisa kurwara muna Dare Retariro. [25] Kurwarisa kwaZvidzai kunoonekwa nekugara akarara. Tinozviona paanoenda kunotsvagwa naMoses kuDangamvura kwaMutare kwaakanga ava kuita…

Kuda anonorwa hondo kuBuhera

Munyaradzi Gunduza —VANHU vepamba pavanaKuda vanoda hondo chaizvo zvinoita kuti vapate musha vasingadi kuwana chavaitaura nemasoja zvinokonzera kuti vazopisirwe musha vahwanda muchikomo.

Makondirakiti emhando yeAntenuptial

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo —MAKONDIRAKITI aya akamira sei uye ndivanani vakakodzera kuashandisa?

‘Ndava kutya kurohwa nevana vangu ‘

Gamuchirai Muzanenhamu —VANA vashanu vekumiswa mudare redzimhosva vachinzi vari kushungurudza baba vavo vanoramba mhaka iyi vachiti baba ava vanofurirwa nanyachide wavo.

Kudya marasha zvose nedota racho

naIgnatius Mabasa —CHIKRISTU sezvatinochiziva chatama, chaburitsa property panze zvekuti kana pakazouya vanochitsvaga vanonzwa kuti hachichagara pano. Pamwe ndicho chimwe chezvikonzero zvinoita kuti tiyambirwe kuti, “Tsvagai Jehovha achawanikwa.”

Vanhukadzi vakawanda vorima fodya

HUWANDU hwevanhukadzi vakatengesa fodya yavo kumisika yakasiyana mwaka uno hwakawedzera nechikamu che57 percent kana zvichienzaniswa na2016.

Chengetedzai goho nemazvo

GORE rino Zimbabwe iri kutarisira kuve hurudza zvichitevera rutsigiro rwakapihwa kuvarimi neHurumende pasi pechirongwa cheCommand Agriculture.

‘amai vangu muri satani’

— ‘Ndokusaka imi nababa muchipfeka mazitye’ Gamuchirai Muzanenhamu — MWANAKOMANA wekuputa zvinodhaka pamberi pevabereki vake, mushure mezvo ovashungurudza zvose nemaroja avo achituka amai vake kuti ndiSatani, akazomiswa mudare redzimhosva.

32 years . . . ‘handipfeke bhurugwa’

— ‘Ndashinha nevarume 1 000 — ‘Imhiko dzekuti ndiite upfumi’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki anova chizvarwa chekuMozambique — uyo anoita zvekutsvetsva varume mumabhawa — anoti iye nemumwe wake varara nevarume vanodarika…

Kuva nepamuviri uine hiv

Kuna Chiremba Ndakaenda kukiriniki nekuti ndave nepamuviri pane mwedzi miviri. Ndasvika kukiriniki ndakavhenekwa ropa rangu ndikaonekwa ndiine utachiona hweHIV. Murume wangu akaonekwa zvakare aine utachiona humwe chetehwo.

×