Vadzidzi 10 600 vodzidza Stem

Tandayi Motsi — MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepamusoro, sainzi nekusimudzirwa kwemichina, Dr Godfrey Gandawa, vanoti vadzidzi 10 568 munyika yose vari kuita zvidzidzo zveScience, Technology, Engineering neMathematics (STEM) apo chikamu che48%

Akadzikwa banga ne‘chimoko’

Muchaneta Chimuka — MURUME wekuDema, kwaSeke akapona neburi retsono mushure mekubaiwa kwaakaitwa nebanga pachipfuva neshamwarikadzi yake iyo yaimupomera kuti sei airamba kumubatsira kubvisa pamuviri paakamupa.

Glen View 2 High ndiko kuti dzidzo!

Daphne Machiri — GWARO idzva rekuvandudza dzidzo munyika, reNew Curriculum, rakakosha zvikuru sezvo richipa mwana wose mukana wekuti aratidze tarenda rake.

Matemba manyoro seusavi

USAVI hwematemba manyoro hunonaka zvikuru kana huchinge hwabikwa zvemandorokwati uye matemba agara achinzi ndichirera mhuri sezvo asingadhuri sedzimwe mhando dzenyama.

nhaka yehuroyi yapanduka

— ‘Akasiirwa naamai vake’ — Otiza nyoka pamusha Munyori weKwayedza — MUKADZI wekuNyanyadzi —uyo anonzi akagara nhaka yehuroyi hwaamai vake — ave kutambudzwa nezvinhu zvaishandiswa mukuroya zvinosanganisira hari nenyoka, izvo zvave kugara…

Gumbonzvanda hutu nemukombe

Muchaneta Chimuka — SANGANO reTraffic Safety Council of Zimbabwe (TSCZ) riri kupa chenjedzo kuvana vechikoro nevamwe veruzhinji pamusoro pekudzivirira tsaona dzemumigwagwa kumaruwa, kunyanya dzinokonzerwa nekushaya hanya kwevatyairi vedzimotokari,

muchinda pfee mugumbeze murere amai

Daphne Machiri — VAGARI vekuCaledonia, pedyo neTafara muHarare, vari kungozengezana netsika yemumwe mwanakomana weko uyo anonzi ari kushinha naamai vake vekutumbura. Mukomana uyu anonzi murwere wepfungwa.

Nantes yochemera Ranieri

CLAUDIO Ranieri (ari pamufananidzo pamusoro) akabvuma kudzoka kuzorairidza nhabvu kekutanga zvichitevera kudzingwa kwaakaitwa basa neLeicester City asi zvinogona kutadzika nekuda kwemakore ake.

Baba havazive vana vavo

Gamuchirai Muzanenhamu — MUSHARUKWA wekuzama noto kuti mari yemendenenzi yaari kubvisira vana vake vaviri ibviswe achiti vayaruka akazoshaya pekupinda mudare mushure mekuburitswa kweumboo hunoratidza kuti vana ava vachiri vaduku.

Chabvondoka kuTanganda Half Marathon

Abel Ndooka — SHANGWITI dzemujaho wekumhanya dzemuno nekunze kwenyika dziri kutarisirwa kukwikwidza mumakwishu eTanganda Half Marathon kwaMutare nemusi wa25 Chikumi.

×