Maticha vowaniswa dzimba

HURUMENDE inoti yakatanga chirongwa chemushandirapamwe nemakanzuru nedonzvo rekuwanisa varairidzi dzimba.

Ndinogara ndichingotevera

MUBVUNZO: Sekuru, ndiri mudzimai ane makore 30 ekuzvarwa. Dambudziko rangu nderekuti ndiri kungoenda kunguva yangu mazuva ese uye izvi zvaitika kwemakore akawanda. Izvi zviri kutonditadzisa kuroorwa, kana kuti ndide murume…

Panotizira Tandi . . .

Munyaradzi  Gunduza — 9. TSANANGURA shanduko inoitika pamusha paVaTigere kubva panotizira Tandiwe muna Dare Retariro. [25]

Mhando dzezvirimwa

Ticha Danga — ICHOKWADI kuti tiri zvatiri nekuda kwezvatinodya zuva nezuva. Vamwe tiri ndonda vamwe vari zvigwindiri. Vamwe vedu havatozivi musiwo wechipatara nekuda kwezvaanodya zuva nezuva.

Inini ndini ndisisiri bhoo

naIgnatius Mabasa — NHASI ndapotsa ndatsika musikana wechidiki anga achidarika mugwagwa achitaura pafoni. Ndabva ndafunga musikana akamboshanda kumba kwedu aibika ari paWhatsApp. Foni idzi dzave zvikirimbani, isu tiri makonzo, nekuti…

Zimpapers yakabatsira…Vana vechikoro ‘votuka’ chando neshangu itsva

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers – iyo inodhinda mapepanhau anosanganisira Kwayedza – svondo rapera yakabatsira vana vanobva kumhuri dzinotambura vepachikoro cheKakora Primary School, kuGlendale nemabhuku, zvekunyoresa…

Bhudhi nasisi tiba murudo!

Kingstone Mapupu — MURUME wekwaNemangwe, kuGokwe, ari kudura kuti apengesana murudo nehanzvadzi yake zvekuti akatosvika pakuzvambaradza mukuwasha wake nekuda kweshanje zvikaita kuti apate musha.

Ichokwadi kuti kusaziva kufa

SVONDO rino tine nyaya inoratidza kuti kana vanhu vakashaya ruzivo rwakazara pamusoro pechinhu, vanokwanisa kuisa utano hwavo panjodzi.

Kurima fodya kune pundutso

Buhle Nkomo “Ndine hurongwa hwekutenga sitendi kuMarondera ndigovaka imba yandagara ndichishuvira uye ndichatenga motokari yangu kubva kunze kwenyika yekutakurisa zvirimwa zvangu gore rino,” anodaro Kelvin Foya (34), anove murimi wefodya…

Nakirwa nemufushwa wehowa

MUFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti muhowa mune mavitamini anodiwa mumuviri, zvikuru mukurwisa zvirwere.

×