Ticha akanyimwa $300

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI anoshanda semudzidzisi wekuda kuchengetwa neaimbove murume wake mushure mekunge varambana akashaya pekupinda mudare zvichitevera kuraswa kwakaitwa chikumbiro chake.

Handibve kuRoma: Szczesny

MUBATI wepagedhi weArsenal, Wojciech Szczesny (27), anonzi anoda kuramba achitambira Roma mushure mekupedza makore maviri ari kuchikwata ichi nechikwereti.

Anorwadziwa nechikomba chaamai vake

Anesu Kurebwaseka ari kwaMUTARE — MURUME wemuguta reMutare – wekupwanya laptop yaamai vake senzira yekuvapfidzisa achiti anorwadziwa nemaitiro echikomba chavo icho chaanopomera kuti chiri kupfimba mudzimai wake – ava kuzvidemba…

Mbavha yemota yakasungwa

Muchaneta Chimuka — GORORO rekuBeatrice iro raive nekatsika kekubira vanhu mapatsi emota rakaigochera pautsi zvichitevera kubatwa kwarakazoitwa pamwe nekumiswa mudare.

Hunhubu hwaCindy hunomushoresa

Munyaradzi Gunduza — Hunhubu hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka.

Makore 15 mujeri kumukadzi ari hiv+

Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekuChitungwiza, uyo anorarama neutachiona hweHIV, akatongerwa kugara mujeri kwemakore 15 nedare reko nekuda kwemhosva yekubata chibharo mwana wemuvakidzani wake ane makore 7 ekuberekwa.

Akagocha kamwana nekuda madima

Julia N’andu ari kwaMUTARE — MURUME wekwaOdzi akadhonzerwa kudare redzimhosva akatarisana nemhosva yekurova zvakaipisisa mwana wake ane makore 12 okuberekwa pamwe nekumupisa ruwoko nekuda kwenyaya yemadima kana kuti mbambaira.

DeGale ombomira tsiva

JAMES DeGale akazivisa kuti achavhiyiwa ruoko rwake rwaakakuvara izvo zvichamuona achizodzoka munhandare yetsiva gore rinotevera.

Tapirirwa neNhapitapi yeChiShona Fomu 1

Watadza Mhazo — KANA uri mudzidzi anoda kutapirirwa nemutauro wechiShona, verenga bhuku rinonzi Nhapitapi YeChiShona Fomu 1 iro rakanyorwa naCDS Hwiridza akabatana naL Viriri rikatsikiswa gore rino neCollege Press.

Zvimwe zvinoda chipatara: Dr Moyo

Munyori weKwayedza — VACHITAURA pamusoro pezviri kuitika kuna Gladys, mukuru wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obediah Moyo, vanoti mukadzi uyu ngaasaita zvekufungidzira asi kuti aende kuchipatara anovhenekwa namachiremba. “Ngaaende

×