Mwana oroodza amai . . . ‘Baba zvavafa kudai, saka chitsvagai mumwe murume’
Anesu Kurebwaseka ari kwaMUTARE CHIREVO chinoti nhamo inhamo zvayo amai havarodzwi chakashaya basa zvichitevera nyaya yemumwe murume wekwaMarange, kuBocha, kudunhu reManicaland, uyo akadzinga amai vake vane makore 50 okuberekwa pamusha…
Bhadharai mari nenguva: Kateera
Malven Mugadzikwa — VABEREKI vokurudzirwa kuti vadhadhare mari dzevana dzechikoro nenguva sezvo kunonoka kuibhadhara kuchikanganisa budiriro yedzidzo.
Murape: Mhuri yenhabvu
Abel Ndooka MUGORE ra2014 shasha yakanetsa ichitamba nhabvu kuDynamos FC kwemakore anodarika 15, Murape Murape, akasendeka shangu dzake uye panguva iyi ndipo pakatanga kusimukirawo munin’ina wake, Leeroy, uyo parizvino ari…
Chipoko chiri kubopa mombe . . . Vanhu vakatopata musha
Kingstone Mapupu naBlessing Chidakwa — IMWE mhuri igere kwaNjelele, kuGokwe, yakapata musha ichitiza chipoko chemwanakomana ane mutumbi wakavigwa pachivanze chayo zvichitevera kupomerwa kwairi kuitwa mhosva yekuti ine chekuita nerufu rwake.
‘Zvakakosha kuchengetedza goho’
Muchaneta Chimuka VARIMI vokurudzirwa kuchengetedza goho rezvirimwa zvavo sezvo vanogona kurasikirwa nechikamu che30 percent kana rikasachengetedzwa zvakanaka.
‘Vana ngavadzidze mabasa emawoko’
Daphne Machiri — MUKURU wedzidzo kudunhu reMashonaland West, VaSylvester Mashayamombe, vanoti zvakakosha kuti vana vechikoro vapihwe mazano pamusoro pemabasa avanogona kuita kana vapedza fundo zvichienderana nezvipo zvavo.
Gadziriro dzeWorld Cup dzotanga
Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Cricket rakaumba chikwata chevatambi 15 avo vari kutarisirwa kunokwikwidza nezvikwata zveScotland, Netherlands neSri Lanka munguva pfupi iri kutevera.
Musiyano weHIV neAIDS
7. VATAMBI vazhinji vari muna Dare Retariro havana ruzivo pamusoro pechirwere cheshuramatongo. Tsigira pfungwa iyi nezvinhu zvishanu. [25]
Syngenta yosimudzira varimi vekuChiweshe
Muchaneta Chimuka KAMBANI yeSyngenta iri kubatsira zvikuru varimi vadiki kuti vange vachipunduka mubasa ravo nezvirimwa zvakadai sechibage nemuriwo.
Vokwesha mombe ‘nhova’
— Vanoshandisa munyu, masaga — ‘Tingadii, isu tisina mishonga?’ Muchaneta Chimuka — VARIMI vekuGokwe South — uko kwanetsa nechirwere chemahwanda (foot-and-mounth) — vave kukwesha nhova dzemombe dzavo vachishandisa masaga akanyikwa mumunyu pamwe…











