‘Handigare nevana, asi ndinoda $900’

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekuenda kudare achiti anoda $913 pamwedzi kubva kune aimbova murume wake yekuchengeta vana vaviri akashaya pekupinda apo chikumbiro chake chakaraswa mushure mekuburitswa kweumboo hunoratidza kuti haasiriye…

Mhando dzezvekudya

Ticha Danga — NHAURWA yekudya nekunwa ndiyo inovaka munhu. Kushingaira kunoitwa mumatunhu nemumadhorobha kuvavarira kuisa chokudya patafura.

Kuti mutambo uendeke

Munyaradzi Gunduza . KUPERA kunoita basa raRuvengo kunoita kuti azove rovha otanga kuchengetwa naCindy.

Hello Papa God, sei sei kuHevhalo?

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa NDINODA nyika yangu zvekupenga. Ndicho chikonzero chinoita kuti ndinyore zvinyorwa zvangu nerurimi rwamai. Ndizvo zvinoita kuti ndichengetedze tsika nehunhu.

‘Kana ndadhakwa . . .’

‘ndinoitira tsvina muchikafu, mupoto nemumabhurugwa’ Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakashamiswa zvikuru apo mumwe murume akati anoitira tsvina yake muchikafu, mumagumbeze pamwe nemumatirauzi kana achinge adhakwa nedoro.

Usavi hwezondo remombe

MAZONDO emombe inyama inonaka zvikuru uye asina zvakawanda zvinodiwa pakuibika kunze kwekukwatiswa kwenguva refu kuti inyatsoibva.

tsikamutanda, mupurisa tiba!

— Cst ndokutyorwa ruwoko —N’anga yakakakachurwa dumbu Blessings Chidakwa naKingstone Mapupu — TSIKAMUTANDA wekuGweru — wekubuda muKwayedza achiti zvikwambo zvake zvakadzoka kubva kumumwe muporofita ane mbiri — nguva pfupi yadarika akaumburudzana…

Peter Moyo akabatsira chikoro

Abel Ndooka — MUIMBI Peter Moyo anoti ane chishuwo chikuru chekusimudzira dzidzo yevechidiki sezvo vari ivo vatungamiriri vemangwana.

Ndadzoka: Linyama

. . . uku kuita kwaMwari Abel Ndooka — MUTAMBI weBlack Rhinos, Sydney Linyama, anoti anoona kubata kwaMwari zvikuru muhupenyu hwake sezvo pakatanga mwaka wa2017 wePremier Soccer League aive asina…

Chengetedzai tsika nehunhu

KUVA nehunhu pamwe netsika dzakanaka zvinhu zvakagara zvichikurudzirwa nekurumbidzwa.

×