Begovic otengwa neBournemouth

BOURNEMOUTH yave pedyo nekutenga Asmir Begovic (29) kubva kuChelsea uye yave nenguva yakati rebei ichiedza kumutenga.

Zvakakoshera kutora mishonga yeHIV nemazvo

Kuna Chiremba Ndiri mudzimai ane makore 32 okuberekwa uye ndichangobva mukuonekwa kuti ndine utachiona hweHIV. Pakiriniki vakandiudza kuti ndinonwa sei mishonga yangu asi ndinonzwa kuti ndinoda rumwe ruzivo. Ndinonzwa kakawanda…

Vaida kuramwa chitunha kuKwayedza

Kingstone Mapupu — YAKAVE batai-batai parufu rwechembere yekwaMangwende, kwaMurehwa, apo mumwe mwana wavo anonzi aida kuti mutumbi wambuya ava utakurwe uchinoramwirwa kuKwayedza nekunhepfenyuro yeStar FM sezvo achiti ndiko

Joshua ndinomurikita: Miocic

APO mutambo mukuru waFloyd Mayweather naConor McGregor uri kuswedera pedyo, Stipe Miocic obuda pachena kuti anoda kurwa nemutambi wetsiva mukuru pasi rese.

Akayedzerwa ari musvo

Blessings Chidakwa VAGARI vekwaMambo Mapanzure, kuZvishavane, vakasara vasina nechekutaura svondo rapera zvichitevera nyaya yemukadzi akafumoonekwa ari musvo pane rimwe sowe reko.

Ndinonamatira pfambi, mhondi – Muporofita

Kingstone Mapupu PANE muporofita ari kuti muchechi yake anonamatira nekutendeutsa pfambi, mhondi mbavha kana kuti makororo.

‘Uri kuda $450, apa ndinotambira $122’

Lizzy Mushoriwa — MURUME anoshanda semurairidzi wekuendeswa kudare nenyaya yemendenenzi akarohwa nehana apo mudzimai wake akati anoda mari yake yaanohora yose iri $450 pamwedzi yekuchengeta vana vatatu.

Akaba pefiyumu ye$4

Muchaneta Chimuka NYAYA yekuda kupfapfaidza tunonhuwirira pamuviri senzira yemucheno yakaparira murume wekuBeatricce, uyo akabatwa nemhosva yekuba pefiyumu mune chimwe chitoro cheko.

‘Ibva pano, enda kuna amai vako kumakuva’

Lizzy Mushoriwa — MUZUKURU wekuti ari kudzingwa pamba pevabereki nasekuru vake vamuchiti ndiye akauraya amai vake akaridza mhere mudare.

Vavakidzane tiba!

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKOMANA wekuendeswa kudare nemuvakidzani wake achinzi ari kumushungurudza akazochema-chema achiti haana mhosva, asi kuti murume uyu ane daka naamai vake.

×