Vabereki itai hurukuro nevana: Mai Geingos
Abel Ndooka — MUDZIMAI wemutungamiriri wenyika yeNamibia, Mai Monica Geingos, vanoti zvakakosha kuti vabereki vakurukure zvakadzama nevana vavo vachivapa chenjedzo pamusoro penyaya yekudzivirira kutapurirwa utachiona hweHIV neAIDS.
Ema yakapa mabhasikoro
Muchaneta Chimuka — SANGANO reEnvironmental Africa svondo rapera pamberi rakapa varimi vekuGuruve kuMashonaland Central mabhasikoro 49 ayo achabatsira kuti vafambise zvirongwa zvekurima pamwe nekuchengetedzwa kwenharaunda.
Kunhonga vhunze nemuromo kudini?
Munyaradzi Gunduza — UYU mutambo wakanyorwa uri mururimi rwechiShona naBright Chimedza Mashayamombe ndokutsikiswa neveZPH mugore ra2015. Bhuku iri rine mapeji 84.
Kupendera zvewanano
Ticha Danga — “SARURA wako kadeyadeya ane ndoro chena, wangu mutsvuku kadeyadeya ane ndoro chena, asina zvimbi kadeyadeya ane ndoro chena, anozora dovi kadeyadeya ane ndoro chena.”
Pamitauro simukai mese muenzane
VABEREKI vanorwarira kuti vana vavo vagone kutaura chiRungu bedzi mutauro waamai uripo musavape mhosva. Uyewo, regai zvenyu kupa mhosva kune vaya vanoti havagoni kunyora kana kuverenga zvinyorwa zvakanyorwa nemutauro waamai.
Akanyn’udzwa muzvikwereti
Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume anoti akagurwa kunorira neaimbova mudzimai wake uyo akamusiira zvikwereti zvaari kubhadhara pamusoro pezvo omumhan’arira kudare achida kuti abvise mendenenzi.
Bhazi rehunhu rapera dhiziri
Ignatius Mabasa — NDIPO patasvika apa! Kuburutsirwa pasango nekuti bhazi retsika nehunhu rapera dhiziri tisati tasvika. Mukadzi wemuchato onamira pamuporofita! Vakomana tambai nebhora, musatambe naMwari. Kwirai makombi, musakwire panotsvedza, nekuti
Pfungwa huru
Munyaradzi Gunduza — ZVEKUITA: 1. Ndeipi pfungwa huru inobuda muna Pfuma Ndeyamaoko? Tsigira mafungiro ako nezvinowanikwa murungano urwu. [25] Pfungwa huru iri murungano urwu ndeyekupambana nekutapana.
Kanzuru itsva yematicha
–‘tpc ichakoshesa mabasa evadzidzisi’ Malven Mugadzikwa — ZVAKAKOSHA kuti bazi redzidzo yepuraimari nesekondari riongorore kuti mudzidzisi wose ari pachikoro haana kupinda basa nechikiribi here uyewo varairidzi vanofanira kuve nechido nebasa…
Hokoyo nemishonga: Zinatha
Kingstone Mapupu — MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti madzimai maviri ekuBulawayo, avo vakafamba vari musvo pamwe nevana vavo mushure mekunge vapihwa mushonga wekugeza nen’anga apo vaifungira kuti tezvara wavo…




