‘Ticharamba tichitsigira varimi’
Malven Mugadzikwa — MUNYORI mukuru mubazi rezvekurima nekuvandudzwa kwemishina yemadiridziro, VaRingson Chitsiko, vanoti Hurumende icharamba ichitsigira varimi zvichitevera goho huru riri kutarisirwa munyika mwaka uno nekuda kwechirongwa cheCommand
unicef yakapa mabhasikoro 3000
Muchaneta Chimuka — SANGANO reUnicef svondo rino rakapa mabhasikoro 3 000 kubazi rezveutano nekurerwa kwevana ayo achashandiswa nevabatsiri vevarapi vanoshandira kumaruwa (village health workers) senzira yekusimudzira nyaya dzeutano hwemadzimai
‘ndinodyiswa nhunzi, honye’
‘. . . nehove mbishi’ ‘. . . Zvichitondinakira’ ‘. . . Ndozorutsa ropa’ Kingstone Mapupu —- MUKADZI wechidiki anogara kuChitungwiza, asi kumusha achibva kuMhondoro-Ngezi, svondo rapera akabongomora kuchema achiti…
New Curriculum makeke – vana
Muchaneta Chimuka — VAMWE vana vechikoro vari kupembedza gwaro idzva redzidzo, reNew Cirriculum, vachiti rine zvidzidzo zvakakosha muupenyu izvo zvinoita kuti vakwanise kuzozvishandira mune remangwana kuburikidza nemabhindauko akasiyana.
Usakonzerese pazororo rino
KUTANGA neChishanu svondo rino, Zimbabwe ichabatana nedzimwe nyika pasi rose mukucherechedza zororo rePaseka.
marabha ava mupositori
— ‘Kurwara kwandizivisa Mwari’ l Akarohwa kupfambi: Kapfupi Kingstone Mapupu — MUIMBI uye ari shasha pamitambo yemusara (dhirama) — Charels Milisi “Marabha” Muparume (36) — anoti akatendeuka kuva mupositori zvichitevera…
Bauza akadzingwa basa
ARGENTINA – iyo yakambohwinha mukombe weWorld Cup kaviri – yakadzinga murairidzi wayo, Edgardo Bauza, basa nemusi weMuvhuro zvichitevera kutatarika kwange kuchiita chikwata chekuSouth America ichi.
Epworth High School haisi kumira
Muchaneta Chimuka — CHIKORO cheEpworth High, chiri muHarare, chiri kubudirira muzvidzidzo zvemabasa emawoko zvinosanganisira kurima nekupfuya hove, izvo zvinoenderana nezviri mugwaro idzva rezvedzidzo, reNew Cirriculum.
Army Fall Worm yorwiswa
Daphne Machiri — VARIMI vari kuyambirwa kuti vasashandisa mishonga yavanogadzirira vega mukurwisa zvirwere zvakasiyana zvinobata zvirimwa, kusanganisira makonye aiita mukurumbira wekunetsa eFall Army Worm, sezvo kuita kwakadai kunokanganisa goho
‘kwayedza muchapedzerana nenjuzu’
Kingstone Mapupu — MUKADZI anongoda kunzi Mai Chikerema, uyo anoti anorarama upenyu hwepasi pemvura munzizi Munyati, Nyatsime naManyame — anoti haasi kukwanisa kuenda kunonamata kumachechi nekuda kwemhiko dzavanopihwa nenjuzu idzo…










