Midzimu, kurasirira nekusaririra
naIgnatius Mabasa — NDAKAKURA munguva dzekuti vanhu vakanga vachiri kuita mapira, kukoshesa n’anga nekurasirira. Mazuva ano handichaona zvinhu zvakarasirirwa sezvandaiita tichikura.
‘Ndamomoterwa nezvikwereti’
Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME anoshanda muchiuto wekuendeswa kudare neaimbove mudzimai wake akachema-chema achiti $100 yemendenenzi pamwedzi iri kudiwa yekuchengeta mwana mumwe chete haaikwanise sezvo akamomoterwa nezvikwereti uye ane vamwe vana
Gadziriro yekukohwa
Ivan Craig — KURIMA kunorwadza zvikuru, asi kunozonyaradzwa nemari inenge yawanikwa kubva mukutengesa zvinenge zvakohwewa. Nekudaro muchinyorwa chino ndinoda kuti titarise nzira dzakasiyana-siyana dzekuchengetedza gohwo parinenge richiri
‘Uku kuroyiwa kwepamusoro’
Munyori weKwayedza — MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti Vambe akaroyiwa.
$20 cash back: Ruzhinji rwotaura
Abel Ndooka — VERUZHINJI vari kugashira nepakasiyana chisungo chakatorwa nebhanga guru renyika, reReserve Bank of Zimbabwe, chekuti munhu anenge atenga zvinhu muchitoro kana achida mari ye”cash back” anopihwa $20 bedzi.
Hwindi, mutyairi vakaba mari
Muchaneta Chimuka — MUTYAIRI wekombi pamwe chete nakondakita wake, avo vakaita museve waenda neuma ndokutsakatika nemari yemunhu wavanoshandira, vakaigochera pautsi zvichitevera kutongerwa kwavakaitwa nedare kugara mujeri kwemazuva 60 pamumwe
Varidzi vemashabhini vakasungwa
Muchaneta Chimuka — VANHU vana vekuBeatrice, avo vakazama noto nekutsvaga mari kuburikidza nekutengesa doro rakasiyana — kusanganisira kachasu — pashabhini asi vasina rezinesi rekuita bhizimisi iri, vakazochechuka vamiswa mudare redzimhosva.
Mbatatisi dzinovaka muviri
MBATATISI kana kuti matapiri kudya kunovaka muviri sezvo kuine Vitamin B6, Vitamin C pamwe nepotassium, nokudaro kunosimbisa mambhonzo emuviri. Kudya uku kwakakoshera mazera ose, kusanganisira vasina mazino.
Chii chiri kuitika kuDeMbare?
Abel Ndooka — MUBVUNZO uri kugara pamiromo yevatsigiri vakawanda venhabvu – zvikuru veDynamos – ndewekuti chii chaizvo chiri kumboitika kuchikwata ichi?
‘Zvekuimba zviri mudzinza’
Abel Ndooka — MUSHAKABVU James “The Bindura Lion” Chimombe muimbi aive nemukurumbira zvikuru munyika yeZimbabwe.






