‘Vhenekwai tb’

Muchaneta Chimuka — BAZI reutano nekurerwa kwevana rinoti zvakakosha kuti veruzhinji vavhenekwe chirwere cherurindi nguva ichiripo kuitira kuti vanenge vainacho varapwe chisati chadingindira mumuviri.

‘Ndakachekeresa kamwana’

Tendai Gukutikwa — MURUME wekudunhu raMutasa, kwaMutare, akashamisa vanhu vaive mudare ramambo apo akareurura humhondi hwavakaita pavakauraya mumwe mwana ndokumuchekeresa mune zvemabhizimisi apo akange anzi ape huchapupu akamirira

Kakomana koshura mare nePool

Abel Ndooka — KAKOMANA kane makore 10 ekuberekwa kemuHarare koita mukurumbira mumutambo wepool izvo zviri kuona zvikwata zvakasiyana zvichikarwira.

‘Vatambi ngavave nehunhu’

Abel Ndooka — SACHIGARO weNorthern Region Division One – Willard Manyengavana – anoti vanotarisira kuona hunhu hwakanaka kuvatambi uye ichi ndicho chikonzero vari kutora matanho ekuripisa avo vachapihwa yellow kana…

Kapfupi ane zvidhoma: Marabha

—‘Ndizvo zviri kundirwarisa’ —‘Inhema dzako, handiroye’ Kingstone Mapupu VAIMBI uye vari shasha pamitambo yemusara (madhirama) — Freddy “Kapfupi” Manjalima naCharles Milisi “Marabha” Muparume vari kukandirana makobvu nematete. —

Kambani yobatsira zvikoro

Muchaneta Chimuka — BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari riri kuita mushandirapamwe nesangano rakazvimiririra reAccounting and Secretarial Private Limited (C and J) muchirongwa cheZimbabwe Schools Water and Sanitation Project (ZIMSWAP) icho chichabatsira

vorumwa nezikatsi

. . . vana kutorovha kuchikoro . . . vamwe kusara nemaronda Kingstone Mapupu — KATSI iri kwaMungate, kuDomboshava, yakasiyana nedzimwe. Yaonesa vanhu ndondo nekuvaruma zvose nembwa dzavo.

Mabhuku matsva kuCollege Press

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeCollege Press Publishers — iyo ine mukurumbira wekudhinda mabhuku muZimbabwe — iri kutsigira bazi rezvedzidzo yepuraimari nesekondari muchirongwa cheNew Curriculum kuburikidza nekudhinda mabhuku ekuverenga ari

NetOne yorerutsira ruzhinji nezvirongwa

Munyori weKwayedza — KAMBANI huru mune zvekufambiswa kwemashoko — yeNetOne — yauyazve nezvirongwa zvakananga kugutsa ruzhinji rweZimbabwe zvichitevera kuparura kwayaita zvirongwa zvitatu izvo zvinobatsira nekurerutsira vanhu pakutaura pamwe

Appiah adzoka panyanga

GHANA yakadzora Kwesi Appiah kuzorairidza chikwata chenyika iyi ndokumupa kondirakiti yemakore maviri, sangano rinotungamira nhabvu kunyika iyi rakazivisa.

×