Zvidavadi zviri murungano

Munyaradzi Gunduza  —- Zvidavado zvinoshandiswa nemunyori pakuruka nyaya:

Pasika: Kupemberera rudo!

PASIKA kana kuti Easter iri kutanga Chishanu chino iri Good Friday. Iyi inguva inocherechedzwa pasi rese.

Kufa kwaChivhimaushe

Munyaradzi  Gunduza — 7. Tsanangura matanho mashanu anotorwa naVaMabvura naKufakunesu kusvika vauraya Ishe Chivhimaushe muna Pfuma Ndeyamaoko. [25]

‘Ndinoroyera New zealand’

— ‘Ndiko kune vamwe vedu’ — ‘Ndinoita 1 hour nerusero’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki wekuMuzarabani, kuMashonaland Central, ari kuzvirova dundundu achiti iye nechikwata chake chevaroyi vanoenda vachinoroyera mhiri kwemakungwa sekunyika yeNew…

New Curriculum: Hakuna madofo

— ‘Inosimudzira zvipo zvevana’ Malven Mugadzikwa — MUKURU wezvedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Kateera, vanoti zvakakosha kuti zvikoro zvisimudzire zvipo zvevana zvakasiyana sezvo zviri izvo zvinoenderana negwaro idzva redzidzo, reNew Curriculum.

vana havaone chitunha

—‘Kutsvoda mufi ndiko kudii?’ — ‘Vana vanokura vasingatye’ Muchaneta Chimuka — TSIKA yekuonekedzana nemufi chitunha chisati chavigwa yakagara ichikosheswa kubvira nakare. Asi mazuva ano pane zvimwe zvave kuitwa — izvo zvaiyera…

Caps, Harare City dhuma!

Abel Ndooka — SVONDO rino nzira dzose dzinenge dzichinanga kunhandare yeNational Sports Stadium muHarare uko CAPS UNITED ichange ichitatsurana neHarare City mumutambo weHarare Derby nemusi weSvondo.

TB: Tose tine basa

ZIMBABWE svondo rapera yakabatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva rekurwisa kupararira kwechirwere cherurindi, reWorld TB Day.

‘Ngatichengetedzei tsika dzechivanhu’

Malven Mugadzikwa — MUIMBI ari kusimukira mumusambo weMbende Jerusarema — Rishon Murandu — anoti nziyo dzake dzakanangana nekudzoreredza tsika dzechivanhu dzakanaka uye dzinoyemurika.

Guru rakasangana nematumbu

NYAYA yemaguru nematumbu emombe zvikasanganiswa nemuriwo wetsunga zvinoburitsa usavi hunofarirwa nevanhu vakawanda, ndokunge zvikabikwa zvemandorokwati.

×