Ponogirafu haisi Jogirafu

MUMWE murume akafumira kunovhima. Akati afamba, ave kuseri kwemakomo kwaive nenzizi dzine mvura yakachena kunge misodzi, akamutsa mhembwe. Mhembwe yakasvetuka ichitiza, asi murume uye akaregedzera museve wake, ukanobaya mhembwe iye…

Kupambwa kwaBeaula

MUCHIKAMU chino tichange tichiita mhenenguro yemabhuku enganonyorwa ari kudzidzwa padanho reA-Level kupepa reuvaranomwe. Zvinhu zvizhinji kwazvo zvinotariswa pakudzidza uvaranomwe hweShona, kunyanyanyanya takanangana nemabhuku enganonyorwa.

‘Muvakidzani wangu anoda kundinyn’udza’

Trymore Muvhawa— MUDZIMAI wekuti ari kuoneswa ndondo nemuvakidzani wake, uyo waanoti anogara achimurova, kumutyisidzira nerufu, kukanda matombo pamba pake pamwe nekumutukirira, akazopotera kudare redzimhosva.

‘Vamwene imi muri muparanzvongo’

 ‘Ndimi munonyengera murume wangu pfambi’ Trymore Muvhawa MUROORA akamuka chibhebhenenga ndokupwanya mahwindo epamba paamwene vake pamwe nekuvatukidzira achivapomera mhosva yekutsvagira murume wake vamwe vakadzi.

Dingindira rezvirwere

Munyaridzi  Gunduza— 1. Peter Marimi anofarira kudetemba pamusoro pedingindira rezvirwere zviri kushungurudza vanhu mazuva ano. Tsigira pfungwa iyi nenhetembo dzake shanu dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25]

Utsanana hwakakosha

VAMWE vave kutofunga kuti gore ra2017 harina kutanga zvakanaka pamusana pokuti nyaya yezvirwere zvinokonzerwa noutsvina, kushaikwa nokuwanikwa kwemvura ndiyo iri mudariro.

‘Kanzuru ndiyo honzeri, kwete isu’

VANHU vanotengesera zvinhu zvinosanganisira zvekudya mumigwagwa muguta reHarare vanoti vakazvipira kuita “hondo” nekanzuru zvichitevera mashoko ekuti vanofanirwa kubva munzvimbo dzavari kuitira izvi mukati memaawa 48.

Tsikamutanda akonzeresa

VAGARI vekumaruwa akasiyana munyika vari kuchema-chema pamusoro pavanatsikamutanda avo vari kufamba kumatunhu akatsaukana vachipumha vanhu huroyi vachizosiya vavarozva pfuma inosanganisira zvipfuyo nemari.

×