Mamwe marwaivhi ane muchetura
TSVAKIRIDZO yakaitwa neKwayedza padandemutande (Internet) inoratidza kuti nyanzvi dzezvemararamiro erwaivhi dzinoti chipuka ichi chine mhando dzakasiyana – dzine muchetura nedzisina.
Murume hutu neshamwari
Tafadzwa Mutsotso— MUPURISA wechikadzi anoshandira pakamba yekuBeatrice anoti akagurwa kunorira neshamwari yake yepamoyo iyo yakamutorera murume wake zvikaita kuti wanano yavo iparare.
Shona inokosha
TINOTI makorokoto makuru tapinda muna2017. Tinoda kurumbidza Musiki nekutipa mumwezve mukana wekutanga rimwe gore nekutisimudzawo, hezvo pfacha mugwaro rechinomwe.
‘Akaturikwa shavi regudo’
SEKURU Bonface Katerere vekuUzumba vanoti mwana ari kudya marwaivhi nehukwana dzehuku mbishi – zvose nematumbu acho – anogona kunge akaiswa mashavi emhuka dzakaita setsoko kana makudo.
Typhoid: Chirwere chehuchapa
Zviratidzo, zvinokonzera Typhoid n Endai kuchipatara – Parirenyatwa GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanokurudzira veruzhinji kuti vakasike kuenda kuchipatara nekumakiriniki kunovhekwa kana vachinge vaona zviratidzo zvezvirwere zvemanyoka zvakaita…
Akaponderwa ‘fresh chips’
Mapurisa ave mushishi kutsvaga mhondi Kingstone Mapupu MAPURISA ekuDema, kwaSeke, vari kutsvaga nemaziso matsvuku murume anofungidzirwa kuti imhondi, uyo anonzi akatiza mushure mekubaya nebanga mumwe murume apo vairwira musikana.
Kutapira kunoita keke
VANHU vazhinji vanodhurirwa nekutenga makeke, zvikuru apo vanoronga kuita mabiko akaita seeKirisimasi, mhemberero dzeGoredzva, mabhavhadhe kana michato.
Mirai muone: Khumalo
MUIMBI wesungura ari kusimukira, Maxwell Khumalo, anoti nguva yake yekuzunguza indasitiri yemhanzi yasvika sezvo achiti ave nemakore akawanda achitsikisa mhanzi inodakadza.
‘Tezvara vanondida’
‘ . . . inhema dzake, hakuna zvakadaro’ Kingstone Mapupu naTrymore Muvhawa— PANE mukadzi wemuHarare anoti tezvara vake vamushungurudza vachimuti ivo ndivo vaifanirwa “kumushaura” pabonde vachimuita mukadzi setsika yekwavo.
Yambiro kumaticha
‘Imhosva kupfimba mwana wechikoro’ GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti varairidzi havatenderwe zvachose kuti vapinde munyaya dzerudo nevana vechikoro uye vose vanobatwa nemhosva yakadai, vanorangwa zvakasimba.






