Batsirai mwana Munenyasha

AMAI vekwaNgorima, kuChimanimani, vari kutsvaga rubatsiro rwemari inosvika US$700 yekuti mwana wavo avhiiwe (oparesheni) kuitira kuti azokwanisa kuita tsvina nenzira kwayo sezvo pari zvino ari kuita nepadumbu.

Bhinzi: Nakirwa iwe!

Zviri Mugapu naMuchaneta Chimuka SVONDO rino, Mai Webster Alubi vekuChitungwiza vacharondedzera mabikirwo ebhinzi, kunove kudya kunovaka muviri sezvo kuine maprotein neiron uye kwakaderera mutengo.

Zvidhoma zvopaza dzimba

Chinotanga chiri chamupupuri Musha wose worira mabhomba IMWE mhuri yemubhuku raGweshe, kwaMambo Chipuriro, kuGuruve, iri kugara nekurara panze zvichitevera kuparadzwa kwedzimba nekupiswa kwemidziyo nemoto unongotanga uchiita sechamupupuri, pamwe pacho

Zvinoderedza goho: Chikamu II

Simba Gotosa ZIMBABWE inyika ine upfumi hwakasimbirira mukurima saka taona zvakakosha kuti hurukuro yekukwiridzira goho remurimi irambe ichiongororwa.

Chikomana choronda matsimba aCde Chinx

MUIMBI wemusambo weChimurenga ari kusimukira, Norest Magede Makoni – uyo anove mwana wemukoma waDickson ‘Cde Chinx’ Chingaira Makoni – oronda matsimba ababamudiki vake zvichitevera kubura kwaakaita

‘Khama chidadiso’

. . . akakura achifarira nhabvu: Amai VABEREKI vaKhama Billiat – mutambi wemaWarriors neMamelodi Sundowns yekuSouth Africa – vanoti kubvira achiri mudiki aimukira kuenda kunhandare kunotamba nhabvu zvekuti ndiko kwaaiswera…

Mwari vakazouya: Prophet

 ‘Vakaperekedzwa nengirozi’ ‘Tikadya tose 3kg dzenyama’ MUPOROFITA uye wemuHarare, wekuti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune, ndokutizve Mwari vachashanyira Zimbabwe musi wa20 Gumiguru — chinova China chesvondo rapera —…

Magetsi avandudza Chipendeke Primary

CHIKORO cheChipendeke Primary School icho chiri kwaZimunya, kwaMutare, chave chidadiso zvichitevera kuwaniswa kwachiri kuita mvura nemagetsi pasi pamabhindauko eChipendeke Micro Hydro Scheme.

‘Mhanzi inofanira kutendeutsa vanhu’

Malven Mugadzikwa CHINANGWA changu chikuru chekuimba nziyo dzechitendero hachizi chekutsvaga mari asi kuti vanhu vakawanda vatendeuke uye vanamate Mwari kuburikidza nekuteerera mhanzi yangu, anodaro Zet Mundhluri uyo anotsikisa nziyo dzake…

BHORA MUTAMBO

VAVERENGI vanotsigira nhabvu, tinoda kuti mufembere, motiudza kuti mitambo yeCastle Lager Premier Soccer League ichamira sei svondo rino.

×