Highfield 2 High yotenda van

SHASHA dzemuchikoro nedzemitambo pamwe nevarairidzi vepaHighfield 2 High School, muHarare, svondo rapera vakapembedzwa nekupihwa mibairo.

Mutambo watsvuka ropa

KWASARA mitambo mitatu chete kuti makwishu eCastle Lager Premier Soccer League achisvika kwamvura yacheka makumbo uye vatsigiri vezvikwata zviri kurwira mukombe uyu zvinoti CAPS United, Highlanders FC neFC

Chitunha chakabatira moto

‘. . . chikadyiwa nebere’ VANHU vaiva parufu rwemukadzi aive muporofita ane mukurumbira kunharaunda yeMalen, kwaNyandoro, kuBeatrice, vakaona manenji apo chitunha chakatanga kubvira moto usina kuzivikanwa kwawakabva, mushure

Chitunha muwodhiropu: Muroyi akadzima ‘radio’

MUKADZI uye wekuEpworth, muHarare, wekuti anoshandisa ruwoko rwemwana mucheche akafa semugwaku wekupakurisa zvekudya uye kuti ave nemwedzi minonwe achigara mumba nemutumbi wemutorwa wavakauraya

Anohaira ambuya vake mamonya

Tafadzwa Mutsotso AMBUYA vakaendesa muzukuru wavo kudare vachimupomera mhosva yekuvarova pamwe nekuhaya shamwari dzake mamonya kuti vavabate chibharo mushure mekunge avakiira mumba.

Eng Magombo acharemekedzwa

ENGINEER Gloria Sibusisiwe Magombo, avo vanove chamangwiza weZimbabwe Energy Regulatory Authority (ZERA), ndemumwe wevanhukadzi vakashinga kuita mabasa anowanzoitwa nevanhurume.

Ndiri kuona mhuno yesvosve

UNOGASHIRA mameseji mangani eWhatsApp pazuva? Une maGroup mangani anokutumira zvinhu? Kangani kawakambotumirwa mavhidhiyo kana mapikicha akakutyisa kana kukutambudza kwemazuva akawanda?

Chikwiri: Pro-Vice Chancellor

WOMEN’S University in Africa (WUA) ine mipande yakawanda kwazvo yedzidzo uye mimwe mitsva iri kuburwa senzira yekuvandudza dzidzo zvinova zviri kufambirana nemamiriro akaita mahindasitiri emuZimbabwe.

Kwayedza yakatambirwa nezinyoka

VATORI venhau veKwayedza nemusi weMugovera wadarika vakachiona apo vakatambirwa  nemukweshwa   wenyoka vachangosvika pamusha uri mubhuku  raGweshe, kwaMambo Chipuriro, kuGuruve, apo vaitsvaga nyaya

Otambiswa nhova nemukadzi

Akabuda anodzoka paadiral Osvikopaza magonhi emba Uku osvikondirova chaizvo Trymore Muvhawa MURUME wekuti anogara achikinditswa nemudzimai wake uyo anopaza magonhi kana iye aramba kumuvhurira kuti apinde mumba pakati pehusiku mushure…

×