Ongororo yezvirwere zvisisadaire mishonga

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakatanga chirongwa chekuita tsvakiridzo yehudzamu hwezvirwere zviri kuramba kurapika nekusadaira mishonga nedonzvo rekuti paitwe ongororo yezviri kukonzera izvi. Vachitaura pamusangano wavakaita nevatori venhau muHarare, uyo wakarongwa nesangano reFood…

Zuru rakapinda nyoka!

MUTUNGAMIRI weMDC-T Morgan Tsvangirai vanoita kunge pwere ivo vave munhu mukuru, kana musoro watochena imvi. Hazvidi kuti munhu angonzi akura nekupfeka mabhurugwa kana marokwe makuru bedzi. 

Madingindira mungano

Munyaradzi Gunduza 4. Munyori anoburitsa sei madingindira anotevera muna Ndiko Kusasana? (a) mari (b) kunyengedza (c) basa (d) kudhakwa (e) upfambi (f) nzendo. [25] Dingindira ipfungwa huru dzinowanikwa munyaya zvekuti tikadzibvisa,…

Amai vaSimon vofarira Jane

CHITSAUKO 2 (Ongororo: Enderero mberi) Tichienderera mberi nawo musambo wekuti munyori ndiye ari kutaura, tinobva tamubata achitiudza nezvenyaya yekuti kana mwanasikana achinge aroorwa, vabereki nehama dzemurume nedzomukadzi dzinenge dzava kutarisira…

Harisi datya, zvinoitika: Dr Manangazira

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (Director of Epidemiology and Disease Control), Dr Portia Manangazira, vanoti mukadzi wekuGokwe haana kuzvara datya, asi kuti chinhu chakaumbwa nenzira dzakasiyana mushure…

Ngwarirai kuvimbiswa mabasa emanyepo

Tinashe Chitunhu NYAYA dzekutengeswa kwevanhu kunze kwenyika vachinoitiswa mabasa akaomarara pasina muripo kana kuti vachipiwa mubhadharo wepasi-pasi dziri kukurumbira zvakanyanya, zvikuru takatarisa madzimai nevana. Kazhinji kacho vanhu vanonoshandiswa pasina muripo

abaiwa ngaabude . . .

Mwana saimba, muroora vorara mumba mumwe chete naamai Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare redzimhosva reHarare Civil Court vakashamiswa kunzwa kuti mumwe murume — uyo atova saimba —anorara mumba mumwe chete…

‘Musaite Dzungu’

Muchaneta Chimuka CHIKWATA cheMhondoro Arts Group chakabura mutambo mutsva wedhirama unonzi “Dzungu” uyo une dzidziso yekukosha kwakaita kudzikama, kugara murunyararo pamwe nekuremekedzana mukurarama kwevanhu. Mukuru wechikwata ichi, Tobias ‘Sigauke’ Kusano (30)…

Makore 17 mimba hapana

MUBVUNZO: Makadii sekuru? Ini muzukuru wenyu ndanetseka nenyaya yekushaya mbereko. Ndava nemakore 17 ndaroorwa asi mbereko isingabate. Murume wangu anoita sekunge ave kufunga zvimwe zvekuti ndave kutyira kuparara kweimba yedu.…

Zimpapers yobatsira kurwisa gomarara

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers Group, nemusi weChipiri svondo rino yakaita chirongwa chekuunganidza mari yekubatsira vari kutambudzwa nechirwere chegomarara. Pasi pechirongwa ichi, cheTakkie Day, vashandi vekambani iyi…