Baba naMai zvidhakwa
IMBWA HAIHUKURE SADZA KANA baba namai vakasarudza kudhakwa, kushaya hunhu, kutukana nekutuka vana nezvinyadzi, mhuri inofa, musha nenyika zvinoparara. Kana vabereki vakakoshesa doro nekutenga weave, kuona TV nekutexta mameseji asingapere, vana…
Mbeu itsva neSeed Co
John Basera MAKADII varimi vadiwa? Nhasi tinoda kukurukura nezvembeu itsva dzakaburwa mazuva ano. Ibasa redu veSeed Co kuti tiuchike mbeu dzinodiwa nevarimi. Bazi redu reResearch and Development rinogara richishanda zuva…
Mukoma nemunin’ina votsvukisirana maziso
Trymore Muvhawa MUKOMA nemun’ina vakaendesana kumatare edzimhosva vachipomerana kurovesana nemamonya pamwe nekupisirana fodya iri mumadhirihora. Musa Bright Nhongonhema akamhan’arira mukoma wake, Tambirai Lenox Nhongonhema, kuHarare Civil Court achiti ari
‘Baba vanotiendesa kumakuva husiku’
Zvino ini handichazvida: Mwana VAMWE baba vakazofumurwa mudare redzimhosva apo vakanzi kubvira vana vavo vachikura, vaienda navo kumakuva vachinoita chivanhu ikoko pakati pehusiku. Izvi zvakabuda muHarare Civil Court apo Fanwell…
Uku kuroyiwa: Zinatha
MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti mudzimai wekwaNjelele, kuGokwe, wekunzi akazvara datya anofanirwa kukurumidza kubatsirwa asati akanganisika pautano hwake sezvo aya ari mabasa ehuroyi uye anogona kuzoita hurema husingaperi kana…
Masvingo yakatsvinda kudarika ose
DHOROBHA reMasvingo rakawaniswa mubairo wekuva ndiro rakatsvinda nekushambidzika kudarika mamwe muZimbabwe. Munyaya inodyidzana neiyi, kambani yeDelta Beverages inoti ine zvirongwa zvakananga kuchenesa nharaunda nyika yose.
‘Wakandipirei mimba yepiri’
MUMWE mudzimai ari kupomerwa kuita vana nevarume vakasiyana senzira yekuti azovamhan’arire kumatare kuitira kuti apihwe mari yemendenenzi yekuvachengeta. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Selda Nundu akaendesa Tafadzwa Zingizi achida…
EcoSure yoparura chirongwa chitsva
KAMBANI yeEconet yakabura chimwe chirongwa chitsva pasi pecheEcoSure chinonzi “Thwala Sonke”, icho chinotendera vane zvirongwa kana kuti “mapolicy” ekuviga vafi kuti vapinzewo vemumhuri dzavo pamwe nehama dzepedyo kuburikidza nekushandisa nharembozha.…
Tsumo dzakadzama
Ticha Danga ZVINOZIVIKANWA chose kuti dzidzo inhaka yeupenyu iyo yaunogara nayo dakara mukufa. Kana wakadzidza, chawakadzidza ukachibata, chinogara newe kusingapere. Kupera kwebvunzo hazvireve kuti dzidzo yapera. Zvinotoda kuti urambe uchiwedzera ruzivo…
‘Anonogara nevana mulodge’
Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekuenda kudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake, akazoshaya pekupinda apo murume wake akati mudzimai uyu akambotiza ndokuenda kuUnited Kingdom uko akazodzoka akatora vana ava vasina kuwirirana…




