Nyaya yekusavimbika

Munyaradzi Gunduza   7. Munyori ari kutiratidza kuipa kwekusavimbika muupenyu. Buritsa nzira dzaanoshandisa kujekesa kuipa kwekusavimbika muna Ndiko Kusasana? [25]

Boys dzeSimoko dzadzoka nemoto

CHIKWATA chekumbonetsa nemushakabvu System Tazvida cheBoys dzeSimoko chadzoka mudariro zvakare uye chiri kutarisira kuparura dambarefu racho idzva munguva pfupi iri kutevera.

Vakabatwa vaine nyoka, bere negudo

MAZINYOKA maviri, chiwoko chebveni, musoro wechipuka chinenge gudo nezvikwambo zvinodarika 20 zvakabatwa asi bere negudo — zvipenyu — ndokutiza apo n’anga dzakabva kuZinatha dzakanochenura misha kuZhombe, kuMidlands, uko kune chembere…

Akazvara datya benyu

Freedom Mupanedemo ari kuGOKWE MUNYAYA yakasiya vagari vekwaSidojiwe, kwaMambo Njelele, kuGokwe, vasina neremuromo, mumwe mudzimai weko ane makore 36 ekuberekwa akaita marwadzo emimba yake yainge yatosvika ndokusununguka datya. 

B & P ndivo shasha

Vana vepo vanorova chikoro CHIKORO cheB & P Study Centre Primary School ndicho chakatora mubairo mukuru mumakwikwi eSeke District Merit Awards zvichitevera kubudirira kwevana vepo kudarika vezvimwe zvikoro mudunhu iri…

DeMbare ingamise CAPS here?

Abel Ndooka NZIRA dzose svondo rino nemusi weSvondo dziri kunanga kuNational Sports Stadium muHarare apo makara asingaonani CAPS United neDynamos FC zvichasangana mumutambo weHarare Derby. Kubva kare, vatsigiri venhabvu vanoziva mutambo…

Mwari vari kuuya muZim musi weChina: Prophet

‘. . . nengirozi dzavo mbiri’ ‘. . . fanoreururai zvitadzo’ MUPOROFITA wemuHarare, wekuti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune, ndokuti zvakare Mwari vachashanyira Zimbabwe musi wa20 Gumiguru –…

Mabikirwo embambaira

VANHU vazhinji vanofarira kudya mbambaira zvikuru, kunyanya kana vachinwira-nwira nesvutugadzike kana nemvura. Svondo rino Mai Anna Stella Chipongo vekwaMutare, vanotsanangurira mabikiro avanoita mbambaira. Zvinodiwa: Geza mbambaira nemvura yakachena nekuti dzinogona kunge…

Shona tinotsvunha: Kwenda High

Daphne Machiri KWENDA High School, iyo iri kuChikomba, ishasha pazvidzidzo zveShona izvo zvaona vana vepachikoro ichi vachibudirira pabvunzo dzeA-Level nechikamu che100%kubvira gore ra2010. Muhurukuro nemukuru anoona nezvezvidzidzo zveShona pachikoro ichi, VaEdwell…

Charles Manyuchi opinda muhondo!

Abel Ndooka MANEJA weshasha yepasi rose yeWorld Boxing Council Silver Welterweight, Charles Manyuchi, anoti mutambo wake wesvondo rino neChishanu naJose Agustin Feria wekuColombia uyo uchaitirwa muguta reHarare wakakosha zvikuru kunyangwe…