Anoparika amai nemwana
CHIPINI chekupi chakadaro? Amai nemwanasikana wavo wekutanga vari kugara vakaparikwa nemurume mumwe kuMhondoro.Bonnie Bonokwe Sixpence (47) ari kugara nemadzimai ake maviri — amai nemwanasikana wavo — pabarika raita kuti
Glen View 5 Primary: Hurudza padzidzo
GLEN VIEW 5 Primary School iri kubudirira muzvidzidzo zvemabasa emawoko zvakaita sekurima nekuchengeta zvipfuyo izvo zvinotarisirwa kuzobatsira vana vepachikoro chiri muHarare ichi mune
Zvemari hazvisi zvedu: Katsande
‘. . . chedu kutamba bhora’ KAPUTENI weWarriors, Willard Katsande, anoti rwendo rwavo rwekuenda kumutambo weAfrican Cup of Nations (AFCON) kuGabon gore rinotevera muna Ndira rwange rwusiri nyore uye havasi…
‘Mahachi aenda nenyika’
MUIMBI wemusambo wechitendero, Tatenda Mahachi, anoti ari kunzwa manyukunyuku zvikuru neDVD rake idzva rinonzi ‘The Journey DVD-Collection’ iro rine dzimwe nziyo dziri kuburitswa pachivhitivhiti cheTrinity
$3m yezvidzidzo zvestem
HURUMENDE ine hurongwa hwekupa mari inosvika $3 miriyoni kuhomwe yeZimbabwe Manpower Development Fund (ZIMDEF) iyo yakananga kusimudzira zvidzidzo zveScience, Technology, Engineering
Ziva nezvechirwere chemanyoka
CHIRWERE chemanyoka chinogona kungonyuka pane ipi zvayo nguva uye kana chichinge charamba chichienderera mberi kwemasvondo mana kana kudarika, chinenge chave kunzi muchiRungu “acute” kana kuti
Opura mari neMoneyMaker
MURIMI wechidiki wekuRugare muHarare oita zvinorova nekurima zvirimwa zvakadai sehanyanisi, mbatatisi nematomatisi achishandisa michina yemadiridziro yeMoneyMaker Manual Irrigation Pumps.
Anochovha bhasikoro pamusoro pemvura
Ndinotungamirirwa naMwari: Rambo Obert Chifamba MURUME wechidiki anogara kuTynwald North, muHarare, ari kuita mashura ekuchovha bhasikiro pamusoro pemvura mudhamu rekuEpworth iro rinozivikanwa nekuti “Pool of Death”.Dhamu iri rinozivikanwa nenyaya
Seluk oparira Toure
YAYA Toure (33) akaudzwa kuti haana remangwana kuManchester City kunze kwekunge akakumbira ruregerero nekuda kwemashoko akataurwa nemumiriri wake.
Island Hospice yosimbaradza mabasa ekubatsira varwere
SANGANO reIsland Hospice and Healthcare riri kusimbaradza zvirongwa zvaro zvakananga kubatsira varwere vari panhowo pamwe nekunyaradza vanenge varasikirwa nehama dzavo.











