Arsenal yorambira naBellerin

CHIKWATA cheArsenal svondo rino chakatanga hurukuro dzekupa mutambi wacho Hector Bellerin kondirakiti itsva kuti asabve achienda kuManchester City kana kuti kuBarcelona.

Magwaro emidziyo ndeani, anogara nani?

PACHINE pfungwa dzakasiyana maringe nekuve muridzi kana kuva munhu akabata magwaro anotaridza kuti ndiani mwene wemidziyo. Zvinhu zvinorwadza kuzoona kuti imba yaunenge wachengetera mhuri yako inenge isiri yako

‘Vana ngavagare neni baba’

Tafadzwa Mutsotso MUMWE murume akachema-chema mudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake sezvo ari kuti pari zvino vari kuita upenyu hwekutamburira asi iye aine dzimba mbiri dzakakura dzekuti vanokwanisa kugara…

Vakanwa mvura yakafira zinyoka

VAGARI vekuCaledonia, muHarare, vanonzi vakanwa mvura yaive yafira pamwe nekuworera zinyoka rerudzi rwemhungu iyo yakange yapinda mukasipiti kavanochera mvura.

‘Mukadzi wangu chidhakwa’

Tafadzwa Mutsotso MURUME wekuoneswa ndondo nemudzimai wake uyo waanoti chidhakwa chemakoko achimutizve akaroyiwa neakafa, akazomuendesa kudare redzimhosva.

Oda mwana waakatiza ari kasvava

MUDZIMAI wekunzi akatiza mwana achiine mwedzi mitatu yekuberekwa akazoenda kudare redzimhosva achida kupihwa mvumo yekutora mwana uyu kuti agare naye.

‘Malema chengeta vana vako’

Tafadzwa Mutsotso MURUME wekunzi akambozama noto achinyengedza mudzimai wake achida kuti arege kumumhan’arira kudare remendenenzi akazozviruza mushure mekunge atadza “kujingirisa” sezvaanonzi aigara achitaura kuti awane mari

Chidhakwa chinodzingira mudzimai nevana panze

Tafadzwa Mutsotso MURUME ane marambadoro, uyo anonzi kana adhakwa nedoro anotukidzira mudzimai wake achimudzingira panze zvose nevana husiku, akazochechuka amiswa mudare redzimhosva.

Vida anetsekana nekusaita mwana

CHITSAUKO 2 (Nyaya yacho): Simon naVida vanogara upenyu hunofadza, Simon achiita zvose zvaanogona kuti mudzimai afare. Asi pane chigumbu chikuru chinoitika mumba mavo. Mumba umu munodzima moto kana kuti munoshaikwa…

Kabhichi ‘rinofamba’ veduwe

Zviri mugapu  KUNE vamwe vanhu vanotarisira muriwo wemashizha wemakabhichi vachiti haudi kudyiwa mazuva ose. Asika, sezvakangofanana nemimwe miriwo, haidi kudyiwawo mazuva ose. Rikabikwa zvakanaka, kabhichi “rinofamba”