‘Ndinoda kumhanya seingwe’
Abel Ndooka SHANGWITI yemujaho wekumhanya — Ngoni Makusha — anoti achamhanya seingwe kumitambo ye2020 Tokyo Olympics iyo iri kuitirwa kuJapan nechishuwo chekusimudzira mureza wenyika yake. Makusha mumwe wevatambi vashanu vari…
CWA yorwisa Covid-19
Muchaneta Chimuka SANGANO reCommunity Water Alliance (CWA) rosimbaradza chirongwa charo chekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 panzvimbo dzinocherwa mvura dzakadai sepazvibhorani mumarukisheni akasiyana muguta reHarare panguva iyo vanhu vakawanda vari kubatwa nedenda…
Zvinoda kubatana
Kingstone Mapupu CHIKAMU chemapurisa anodyidzana neveruzhinji kudunhu reMashonaland East chobatana nebazi rezveutano nekurerwa kwevana neimwe kambani yakazvimirira inobika chingwa mukurwisa kupararira kwehutachiona hwechirwere cheCovid-19 zvichitevera kukurumbira kuri kuita denda iri…
Vana vanombosungirirwa pamuti
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuMkosi Ressetlement kuVillage 15 iri kwaNyajena, kuMasvingo – uyo akabara vana vana (4) vose vakaremara – ari kutsvaga rubatsiro rwechikafu, kuvarapisa uye nezvekupfeka. Dzimwe nguva vana ava…
Oita mbiri nembatya dzemakavi
Muchaneta Chimuka MURUME anogara kuUnit N, kuChitungwiza – uyo anozivikanwa nekupfeka hanzu kana kuti mbatya dzakaita zvekurukwa nemakonje kana kuti makavi – anoita vanomusika vari kutomupa simba rebasa rake reCreative…
Zim ingangobaya vana majekiseni
Mukudzei Chingwere ZIMBABWE ine hurongwa hwekuti inge ichidzivirira chirwere cheCovid-19 kuvana zvichitevera budiriro yavepo mukubaiwa kwevanhu vakuru. Vachipindura mibvunzo yevamiriri venyika yekuGerman mumusangano wavakaita mushure mekunge nyika yekuEurope iyi yapa…
‘Zvava kuda minamato’
Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero – Patrick Scale – anoti vemakereke pamwe nevaimbi vanofanirwa kubatana mukuisa minamato yakasimba nekuparidzira kunyika yose kuti veruzhinji vagare vakachengetedzeka zvichitevera kupararira kuri kuita chirwere…
Vakarwira chitunha che’Covid’ ‘. . . ndiwe wakauraya’
Kingstone Mapupu VANHU vaiva parufu kumakuva ekwaZinyengere, kuEpworth nemusi weMuvhuro svondo rino vakaita rurasademo vachitiza mushure mekunge patanga kurwisana apo mumwe wehama dzemufi akabatwa nemweya wainzi ndewemunhu aivigwa achinongedzera kuti…
‘Ndiri wemusombodhiya bedziii . . .’
Kingstone Mapupu MURUME anobva kwaMurehwa, kuMashonaland East – uyo agara pamusika weMbare, muguta reHarare kwemakore 17 – anoti aitwa muranda nezvinodhaka izvo zvakonzera kuti apedze makore ose aya asina kumbobvira…
Seed Co yobatsira kurwisa Covid-19
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru pakuuchika mbeu munyika, yeSeed Co nemusi weMuvhuro uno yakatanga chirongwa chekubatsira vagari venzvimbo yekwaMandebvu, kuKamunda Farm – iyo iri pedyo nemuzinda wayo wekuStapleford, nekuvabaisa majekiseni…










