Commissar: Ndivo tete vemusangano

TAZOSVIKA patange tichivavarira — chigaro chaPolitical Commissar. Pamusana pei zvakakosha kuti vanhu vazive kuti chigaro ichi chakamirirei, kunyanya kumavambo pairwiwa hondo yorusununguko?

Zvirwere zvinobvepi?

ZVIRWERE zviri kungoramba zvichinyuka gore rega rega zviri kubva kupi, kunyanya zviri zvirwere zvinonzi zvaimboveko kare?

Ndinorota amai vangu

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore makumi mana ekuberekwa. Dambudziko rangu tete nderekuti kakwana katatu ndichirota ndichisangana naamai vangu vekundibereka pabonde.

Zika virus: ‘Hatidi kuvarairwa’

BAZI reutano nekurerwa kwevana rinoti kunyangwe zvazvo Zimbabwe isiri panjodzi huru yekubatira utachiona hweZika virus, uhwo huri kutekeshera zvakanyanya kuBrazil pamwe nenyika 23 dzemuAfrica, America neEurope,

‘Tinokwanisa kuunza mutsauko pagomarara’

MAIZVIZIVA here kuti chirwere chegomarara hachitapukire? Kungave nemumwe angatye kuchengeta hama kana mudiwa aita gomarara achiti zvingandiwane.

Mwana (12) orura nekuba mudzimba

MWANA mukomana ane makore 12 okuberekwa anonzi aonesa chitsvuku vagari vekuHighfiled, muHarare, nekuvabira achipaza dzimba nezvitoro aine vamwe.

‘Ndinoona baba vakafa’ . . . n Vachitofamba nekutaura neni: Mwanasikana

MUKADZI wechidiki wekupurazi rePeter riri pedyo nemusha weBudiriro, muHarare, anoti anoona nekutaura nababa vake vakafa mugore ra2001 masikati machena, vachitomupa mazano.

Zvehuchapa bodo: EMA

neveEMA SANGANO reEnvironmental Management Agency (EMA) rinoti zvakakosha kuti vanamuzvinhabhizimisi vachengetedze nzvimbo dzavanoshandira dzakachena nedonzvo rekurwisa kunyuka kwezvirwere zvinokonzerwa nehuchapa

Basa raderera: pfambi

‘Varume havana mari’ ‘Unowana R5 pazuva’

‘Ndinochengetwa nenyoka’ . . . ‘Ndakatowana mukadzi nazvo’ . . . Mupurisa akapotswa nepfumo

MUPURISA aiva pabasa achiferefeta nyaya yemurume wekwaChihota uyo anozviti anorarama nemari yekuchera nyoka achitengesa, svondo rapera akapona nepaburi retsono apo akapotswa nepfumo nemurume uyu achiramba

×