Zvehuchapa bodo: EMA

neveEMA
SANGANO reEnvironmental Management Agency (EMA) rinoti zvakakosha kuti vanamuzvinhabhizimisi vachengetedze nzvimbo dzavanoshandira dzakachena nedonzvo rekurwisa kunyuka kwezvirwere zvinokonzerwa nehuchapa hwekurasira marara pose-pose.

“Ivo varidzi vemagirosa vanofanira kuchengetedza nzvimbo dzavari dzakachena kwete kungosiya zvakadaro,” inodaro EMA.

Sangano iri rinoti kusvika pari zvino, rasungisa vanhu vanosvika 700 avo vakaonekwa vachirasira marara pose-pose.

Vemakambani, makanzuru nezvikoro vanokurudzirwawo kupinda muzvirongwa zvekuchengetedza nharaunda dzakachena.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *