A-LEVEL — MASIMBA: Kushungurudzwa kunoitwa Netsai

“HUNDI KWANDIRI” naPeldah Hove (55-64) Ongororo (Enderero mberi)

Northern Region yotsvaga vakotsveri

SACHIGARO weNorthern Region Division One, Willard Manyengavana, anoti vari muhurukuro nechimwe chikwata chekuSouth Africa chinokwikwidza muAbsa Premiership kuti chigovakotsvera mwaka uri kutevera uye vapote

Duramazwi: CHIGEVEN’A

CHIGEVEN’A — Uyu anogona kuve munhu akaipa mwoyo zvokuti hazvimunetsi kuuraya kana kuita zvohutsinye. Chigeven’a zvinogona zvakare kureva imbwa inenge yapindwa nechirwere chinoonekwa yava kupengereka (chimbwamupengo) uye chainokwanisa kutapurira chero…

Takanyadzisa: Zvirekwi . . . ‘Taidawo kudzoka nemukombe’

HARDLIFE Zvirekwi, uyo aitungamirira chikwata chemaWarriors kumakwikwi eAfrican Nations Championship (CHAN) ayo ari kuitirwa kunyika yeRwanda, anoti vakanyadzisa zvikuru pamwe nekurwadzisa vatsigiri venhabvu

‘Mitemo yetsiva inoda kuvandudzwa’

SANGANO reZimbabwe Boxers Association of Zimbabwe rakakurudzira bhodhi idzva richagadzwa reZimbabwe Boxing Board of Control kuti riongorore mimwe mitemo iri kutadzisa kusimukira kwemutambo uyu munyika.

Mukuru wechikoro azviita

MUKURU wechikoro cheHartley 2 Primary School, kuChegutu, anoti anorwadziwa zvikuru nekudofora kuri kuita vamwe vana chidzidzo cheMathematics izvo zvakamutuma kunyora nekutsikisa mabhuku maviri ayo ave kushandiswa

Anotandanisa amai nebanga

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANASIKANA wekunzi muSatanist anotandanisa amai vake nebanga achida kuvabaya nekugara achivarova, achinzi zvakare akambonwa mushonga wekubvisa mimba, akazoendeswa kumatare edzimhosva.

Mabasa ekuita nguva ino

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MBIRI kuna Jesu, dzimwe nzvimbo dzakawana mvura asi dzimwe dzichakaoma! Ino inguva iyo varimi vari kupedza nguva vachitarisa mudenga kuti mvura iri kunaya rinhi, vachikanganwa kuita

Boka yagadzirira kutengesa wefodya

KAMBANI ine mukurumbira wekutengesa fodya munyika yeBoka Tobacco Auction Floors yovimbsa kuti yagadzirira zvizere mwaka wekutengeswa kwechirimwa ichi uyo wave kuda kuchitanga.

Ndiri mudzimai ane makore 39 nemwana mumwe chete uye ndinodawo murume . . .

NDINOTENDA ndakamuwana murume wandaida saka veduwe-e vamwe chiregai kuramba muchindifonera pa0779 534 154 nekuti mungandirambisa.

×