Ndakaberekeswa chikwambo

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore 37 ekuberekwa, uye dambudziko rangu rakamira sezvizvi:

VaMushayazano vanofira musango

CHITSAUKO 18: (Ongororo: Enderero mberi) Apo Tendai naMonika vanenge vachikurukura panopinda nyaya yokuti kune vanhu hakushayikwi hama, mukoma

Bhiridha akadhirikirwa akafa

BHIRIDHA aivaka chitoro panzvimbo yemabhizimisi ekwaNyamweda, kuMhondoro, anonzi akatsitsirirwa ndokufa mushure mekunge chimwe chitoro chaive pedyo nepaaita basa rake chakadhirika svondo rapera.

Matambudziko evechidiki vanorarama neHIV

CHIPO (20) musikana wechidiki ari kurarama neutachiona hweHIV uye anoti akahutapurirwa achiri mudumbu maamai vake.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi asina chirwere

NDINOKUTENDAI veKwayedza ndakamuwana wandaidisisa saka vamwe ngavachirega kufona pa0715 156 128. *****

Akagara asina kufa: Dr Moyo

CHAMANGWIZA wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obediah Moyo, vanoti musikana anonzi akafa akamuka ndokuzofa zvakare kwaNembudziya, kuGokwe anogona kunge akange akafenda panguva iyo akabepura.

Nyama yemunhu makeke: muroyi…‘ . . . inodarika yehuku’ ‘Takauraya vanhu 72’

Kingstone Mapupu MUSIKANA wemakore 16 ekuberekwa wemubhuku raMadziwana, kwaZimunya kuManicaland, wekubuda pachena kuti muroyi asingatambise, anoti kana pari pakunaka, nyama yemunhu iri pamberi kudarika dzimwe nyama dzaanoziva — kusanganisira yehuku.…

Goho rebhinzi roderera

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kushushikana zvikuru nekuderera kwegoho rebhinzi kana richienzaniswa nezvimwe zvirimwa zvakadai sechibage. Izvi zvakataurwa nemunyori mukuru kubazi rezvekurima nekuvandudzwa kwemadiridziro, VaRingson Chitsiko, mumashoko avo avakaverengerwa

‘Nhabvu yaenda kumarara’

Abel Ndooka SANGANO rinotungamirira nhabvu yemuno reZimbabwe Football Association svondo rino rakashorwa zvikuru nevamwe vatambi vakambotambira maWarriors pamwe nevatsigiri vemutambo uyu vachiti harina kurongeka zvachose panguva iyo chikwata chemaWarriors

Mapositori rapwai kuzvipatara: Mambo

Kingstone Mapupu MAMBO Nyashanu vekuBuhera, kudunhu reManicaland, vari kukurudzira vemachechi, zvikuru echipositori, kuti abvumidze vanamati vavo kuenda kuzvipatara nekumakiriniki kunorapwa kana vachinge varwara. VaEneas Kandenga, avo vanova Mambo Nyashanu, vakataura mashoko

×