Oshura mare nekudhirowa
Muchaneta Chimuka MUSIKANA anodzidza paChinhoyi University of Technology (CUT) ari kuita zvinorova munyaya dzekudhirowa, kupenda machira nezvimwe zvakawanda. Kudzai Muchena (25) anoti akatanga zvidzidzo zveFine Arts muna2011 uye pari zvino ave…
Chikwata choita zvinorova
Memory Mangombe CHIMWE chikwata chiri kusimukira munyaya dzezvemitambo yemadhirama cheWadana Arts Production chekuUnit N, kuChitungwiza choita zvinorova kuburikidza nekutandadza veruzhinji munzvimbo dzakasiyana. Vamwe vevakuru vechikwata ichi, Allan ‘Mapropa’ Makweya (27)
Voyambuka rwizi vari musvo
Kingstone Mapupu AKAVE mashura padunhu svondo rapera kwaZimunya, kuManicaland, apo mambo weko, pamwe nevatori venhau veKwayedza, vakanzi nevagari veko zvaitoda kuti vabvise mbatya dzose kuti vakwanise kuyambuka rwizi rwaOdzi kuenda…
Amai vakayanikwa pachena
Ngoni Dapira ari kwaMUTARE MWEYA wemurume wekuZaka anofungidzirwa kuti akafa makore gumi adarika wakazonunura mwanasikana wake ane makore 24 okuberekwa, uyo waakaita nemumwe mukadzi, uchipomera mukoma vaamai vemusikana uyu kumupa…
Maonero Edu: Mwana ndewako, mupinze chikoro
SVONDO rino tine nyaya yakaitika pane chimwe chikoro chiri kuEpworth, yemubereki anonzi akarova mukuru wechikoro pamberi pevana nevadzidzisi mushure mekunge vatadza kunzwanana. Mukuru weDomboramwari Primary School anonzi akarohwa apo vana vaviri…
Varoyi vawanda: Mambo Zimunya
Kingstone Mapupu MAMBO Zimunya vekwaMutare, kuManicaland, vanoti vari kushushikana zvikuru nekuwanda kwenyaya dzine chekuita nehuroyi mudunhu ravo izvo vanoti “zvave kutyisa”. Mashoko aMambo Zimunya, VaKiben Bvirindi (54), anotevera nyaya yekasikana kari…
Makumbe onorwa kuSouth Africa
Abel Ndooka SHASHA dzetsiva mbiri dzemunyika muno dzinoti Diana Makumbe naTawanda Chigwida vanotarisirwa kuenda South Africa nguva inotevera uko vachanorwa mitambo yehushamwari nevatambi vekunyika iyi. Vatambi ava vange vave nemakore matatu…
Headmaster akarohwa nemubereki…Vana nevarairidzi vachiona
Muchaneta Chimuka MUKURU wechikoro cheDomboramwari Primary School, kuEpworth, svondo rapera akarikitwa nemumwe mubereki pamberi pevana nenyaya yekuchekwa kwevana vake vaviri muregistar zvichitevera kurovha kwavaiita kuchikoro kwemazuva akawanda. Vana ava vanonzi vange
Kushandiswa kwevana kwaderera: ilo
SANGANO rinoona nezvevashandi pasi rose, reInternational Labour Organisation (ILO), rinoti huwandu hwevana vari kushandiswa mabasa asiri ezera ravo pasi rose hwakaderera kubva pa246 miriyoni kuenda pa168 miriyoni kubvira mugore ra2000. Asi…
David Livingstone yakazviita
Daphne Machiri naMalven Mugadzikwa CHIKORO cheDavid Livingstone Primary School, icho chiri muHarare, ndicho chakakunda mumakwikwi eNational Museums and Monuments Quiz Competition ayo akaitirwa kuBulawayo Museums nguva pfupi yadarika. Mukuru wechikoro ichi,…











