Muuyu: muti weruponeso

ZIBAKO rinopinda muzimuti remuuyu, uyo unozivikanwa nekuti “Muuyu weBuri”, uri kuBiriwiri kuChimanimani, rinonzi rakaponera vanhu vakawanda munguva yehondo yerusununguko rweZimbabwe uye muti uyu uchiri

Hwindi oudza gogo kuti ‘hamuna dhiri’

Memory Lemani AMBUYA vekuoneswa pfumvu nekushungurudzwa nemuzukuru wavo wavakarera, uyo anove hwindi, vakazopotera kudare redzimhosva.

MAONERO EDU: Vana vane kodzerowo

NEMUSI weChipiri svondo rino, Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika mukucherechedza zuva revana, reDay of the African Child.

Everton yoti yotarisira Deulofeu

EVERTON iri kutarisirwa kutenga mutambi weBarcelona Gerard Deulofeu nemari inosvika 2,2 miriyoni paunzi, sekutaura kwaGuillem Balague uyo ane mukurumbira munyaya dzenhabvu dzekuSpain.

Ndakarwa nevaroyi: Baba

BABA vemwana wekuGokwe wekufa ndokumuka asi ndokuzofa zvachose vanoti vanogara vachisangana nemashura uye nguva yadarika vakamborwisana nevaroyi vavakaona vachiita musangano pamusha pavo.

Zvine zvazvinoreva: Mambo

MADZIMAMBO nemadzishe vekuGokwe vanoti nyaya yemwanasikana anonzi akafa akamuka ndokuzofa zvakare kudunhu iri mashura anoda kuti kutsvagiwe chikonzero kuburikidza nekufamba pachivanhu.

Vana vana, vasiyei vakure sevana

KWAPERA makore 39 vana vomumusha weSoweto, kuSouth Africa, vakadya marasha vakati, “Pasi nemutauro wechiAfrikaans muzvikoro.”

MUGUVA MAIVA NEZIDURI

‘Kudzikamisa mweya wemufi’ Kana kufumura varoyi – Ishe

Kudya ndiwo musimboti

Ticha Danga “NHASI machikichori kwaMai Mudhindo. Tiri kudya nechiropa, tichibaya-baya nonariti” Izvi zvinodudza kuti kwaMai Mudhindo kwaiva nemakuwerere chaiwo. Vanhu vaidya kudya kwepamusoro kwaida

Vechidiki vodzidziswa kurima

VARIMI vechidiki vodzidziswa kurima pamwe nekuvandudza zvirimwa nemumwe muchena kuMazowe, kudunhu reMashonaland Central nedonzvo rekusimudzira mabasa avo.

×