‘Mitengo yefodya ngaikwire’
KOMITI yedare reParamende inoona nezvemabasa ekurima nguva pfupi yadarika yakashanyira misika inotengeserwa fodya yakasiyana muHarare ndokutaridza kutsutsumwa zvikuru nemitengo yechirimwa ichi ikakurudzira sangano
Pogba ochemerwa nezvikwata
MUTAMBI weJuventus — Paul Pogba — uyo akambotambira Manchester United kare, anoti kusvika mufainari yeChampions League neJuventus kunorakidza kuti akagona kubva kuOld Trafford.
VAKAZORWA TSVINA MUCHECHI
PANE mukadzi wechidiki akasungwa nemapurisa ekuBreaside, muHarare, achipomerwa mhosva yekuzora vanhu tsvina yemunhu muchechi yeDevine Mercy Roman Catholic Church iri kuWaterfalls nomusi weSvondo wadarika.
Boka yosimudzira varimi
MUSIKA mukuru unotengesa fodya munyika muno weBoka Tobacco Floors (BTF) svondo rakapera wakayeuka varimi makumi maviri vanova shirikadzi nevamwewo vechirume vakwegura nekuvabatsira nezvekurimisa zvakasiyana
Pairesi yatiwondomotsa: Gringo
SHASHA yekuekita madhirama, Lazarus ‘Gringo’ Boora, anoti nyaya dzekutengeswa kwemitambo pamisika yemikoto kana kuti pairesi dziri kudzorera indasitiri yavo kumashure zvikuru.
‘Anoda kundiurayira imba’
Sandy Musungata MUMWE samusha akaendeswa kudare nemukadzi wake achipomerwa mhosva yekumushungurudza achiti anoda kumuuraya kuitira kuti azokwanisa kugara nemudzimai wake wechipiri paimba yavakavaka vose.
Ndofa ndisina mwana?
MAKADINI Tete Chipangamazano? Ini ndiri murume ane makore 45 ekuberekwa uye handina kuroora. Dambudziko rangu nderekuti nhengo yangu yesikarudzi yakakurisa.
Mujubheki anoti ‘Timoti ndiyani?’
CHITSAUKO 17 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mujubheki anosvikobvunza kuti zvainge zvaita sei. Mai vaMonika vanotenda kuti Mujubheki auya, Monika ainge
CULTURE DAY MUZVIKORO
‘Koshesai tsika nemagariro’ ZVIKORO zviri kukurudzirwa kuti zvikoshese zvidzidzo zvetsika nemagariro sezvo zviri izvo zvinoumba hunhu hwakanaka muvana.
Kana muchiti kikikiki
IMBWA HAIHUKURE SADZA HUMWE huranda hunonetsa nekuti vari mahuri vanohuda. Mazuva ano vechidiki vave nedambudziko rekuita zvavanoita — chikoro, basa, nyaya kana kudya chaiko vachingoti dai ndamboenda pafoni pangu, paWhatsApp,






