Arenel yosimudzira vechidiki
KAMBANI ine mukurumbira pakubika mabhisikiti yeArenel yokurudzira mamwe makambani nemasangano akasiyana kuti vabatane mukusimudzira mitambo yevechidiki yakasiyana sezvo vari ivo vatambi vemangwana.
Ndakaita mari nekuromba
‘Mari, mota nedzimba ijahwi’ ‘Ndikachekeresa mwana wangu’ ‘Ndichinwa ropa revanhu’ ‘Netsvimbo ine musoro wenyoka’
Nettleton yakarangarira vakapondwa kusa
CHIKORO cheNettleton Junior School chiri muHarare svondo rapera chakarangarira vanhu vakauraiwa mumhirizhonga yeXenophobia kuSouth Africa nguva pfupi yadarika kuburikidza nekudyara miti.
Vogunun’una nekukwira kwemitengo yeyunifomu
ZVIKORO zvakavhurwa nemusi weChipiri svondo rino paine kunyunyuta kukuru kubva kuvamwe vabereki pamusoro pekukwira kwemitengo yemayunifomu emuchando pamwe nezvimwe zvinoshandiswa kuchikoro.
Varimi vakatsotswa
MAPURISA ekuMashonaland East ari kutsvaga murume anofungidzirwa kuti akatsotsa varimi vekumaruwa ekuChimoyo, kwaMutoko achiti aizovawanisa mbeu yefodya nezvimwe zvekurimisa uyo aishanda pane imwe
Kungwarira njodzi
NJODZI dzagara dzichiitika kubva kare uye ndokusaka vanhu vachiona njodzi sedzinoitika nekuda kwaMwari senzira yekuranga kutadzwa kunenge kuchiitwa.
. . . ndakawana murume wandaitsvaga chaiye ane rudo rwakanyanya
INI ndinofara zvikuru ndakawana murume wandaitsvaga chaiye ane rudo rwakanyanya. Ndinotenda veKwayedza saka vose vachiri kufona pa0775 687 551 chiregedzai zvenyu. **** Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo…
Africa fungisisai nezvendufu dzavanhu muMediterranean
KWASARA masvondo maviri kuti Africa ipembererere kuzvarwa kwesangano reOrginasation of African Unity (OAU) musi wa25 May 1963.
Vobhadharirwa mari dzechikoro
BAZI reMeteorological Services Department riri kubatsira mukusimudzira dzidzo munyika kuburikidza nekuvakisa dzimba dzekudzidzira uye kubhadharira vana vanoshaya mari dzechikoro.




