DETEMBA TINZWE: Dai . . .

naTawanda Onias Maponga Ndisina kurova amai ndingadai, Ndisina upenyu hunosiririsa sehwenhapwa.

‘NDINOWACHISWA NEMUDZIMAI’

 . . . . vana vachiona, havachakwanisi kundiremekedza Memory Lemani SAMUSHA wekuoneswa ndondo nemukadzi wake kuburikidza nekutukirirwa pamberi pevana akazokwidza dambudziko rake kudare.

MAONERO EDU: Yunifomu yakanaka kumwana wechikoro

SVONDO rino tine nyaya iri pamusoro pemayunifomu anopfekwa nevana vechikoro apo vamwe vanopa pfungwa dzavo vachiti mamwe emayunifomu evasikana anonyanya kupfupikisa, ukuwo vakomana vachirembedza

Wenger otenga vatambi kwavo

ARSENE Wenger anoti achaedza kutenga vatambi vemhando yepamusoro mwaka unotevera apo chikwata chake chakakunda cheHull City 3-1 mumutambo weMonday Night Football.

Neniwo ndiri pamahwani

IMBWA HAIHUKURE SADZA ICHOKWADI Mwari rudo. Asi imbopafunga kuti dai Mwari vaiita sewe zvii zvaizoitika? Dai Mwari vaine chiramwa chinenge chako chekuti kana ukatsamwa unofuta sechibharuma zvekuti unosara padiki-diki kuti…

VaChingweru vanodira murume bota raikwata

CHITSAUKO 14 (Nyaya yacho: Enderero mberi) VaChingweru vanoti tichaonaka ndokuti kuna Monika vanoda kuona musi iwoyu achiti haachadi kakomana kake

Panozvarwa voumambo, pane mutsindo

RUKUVHUTE harwusati rwadonha. Pari pachivanhu chedu anenge asati ave kuonekwa nomunhu wese wese. Kana muchipatara chaimo dai akaita pamwe mazuva maviri, machiremba navakoti vachida kugutsikana kuti kana

Foromani aivengwa nevaitsvaga basa

CHITSAUKO 9 (Ongororo) Pfekedzaunhu (personification) tinoiona ichishandiswa muchitsauko ichi. Tinobva tanyatsa kunzwisisa kuti vanhu

Ndowanepi mushonga weraki?

MAKADIIKO tete? Ini ndiri mukomana ane makore 28 ekuzvarwa, amai vangu vakafa uye baba handivazive. Ndakarerwa mumusha

Mukuwasha kunzi aroora

“TAUYAWO, tinotsvagawo sadza pano”. Ndiwo mashoko anotanga kutaurwa nemunyai asvika pamba paanenge atumwa kunobvisa roora. Kutsvaga sadza uku hakusi kureva kuti vanoda kubikirwa sadza asi kuti vanenge vachida

×