Vana vari kusiira chikoro panzira

Tandayi Motsi ONGORORO yakaitwa nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari inoratidza kuti pavana vose vanotanga zvidzidzo zveGrade 1, chikamu che70% ndicho chinokwanisa kupfuurira mberi kusvika paGrade 7 sezvo vamwe

Chirongwa chekubatsira vachangopedza chikoro

Daphne Machiri BAZI redzidzo yepamusoro, sainzi pamwe nekusimudzirwa kwemichina rakaparura chirongwa chakananga kubatsira vadzidzi vachangopedza zvidzidzo kuti vakwanise kuzvishandira kuburikidza nemabasa emawoko, cheThe Graduate

Aya mashura: Zinatha

Kingstone Mapupu VAKAFANOBATA chigaro chemutungamiri wesangano ren’anga, reZinatha, VaGeorge Kandiyero vanoti kubva kare-kare nyaya yakafanana neyekasvava kekumera mazamu kaine svondo rimwe chete rekuberekwa

Mabhunu akaponda vanhu 25. . . vemhuri imwe chete

Kingstone Mapupu KUNYANGWE zvazvo kwava nemakore anodarika makumi matatu hondo yerusununguko rweZimbabwe yakapera, yakasiya ndangariro dzisingadzimike nyore mupfungwa dzeveruzhinji nekuda kwekuti vakawanda vakarasikirwa

Anodaidza nyoka dzichiuya

VAGARI vemubhuku raMusauki, kwaMambo Njelele kuGokwe, havana remuromo zvichitevera nyaya yemuwe mudzimai weko uyo anonzi ane mweya wechikwambo uyo unoti kana wamubata anogwesha senyoka

Uhuru Cup: DeMbare 7, Bosso 7

SVONDO rino achange ari makuwerere musi weMugovera kunhandare yeNational Sports Stadium apo pachatambwa fainari yemutambo weZimbabwe Independence Trophy uyo wave kuzivikanwa seUhuru Cup.

‘Boka akaparura kurimwa kwefodya nevatema’

NHOROWONDO yebudiriro yekurimwa kwefodya nevanhu vatema muZimbabwe haikwanise kutaurwa pasina zita remushakabvu VaRodger Boka avo vakarwisa zvikuru kuti vanhu vatema vabvumidzwe kurima pamwe nekutengesa

Kuzviongorora HIV: Ruzhinji rwotaura

Catherine Murombedzi MASVONDO apfuura, ndakaparura nhau yekuti pane chirongwa chekuti vanhu vakwanise kuzviongorora HIV vega kumba.

Akadashurwa achienda kuchechi

MUKADZI wekuti akazvambaradzwa pakati peguta achipomerwa mhosva yekutora murume wemuridzi akazopotera kudare.

MAONERO EDU: Zimbabwe haina kungouya nyore

NEMUSI weMugovera 18 Kubvumbi svondo rino, zvizvarwa zveZimbabwe zvichabatana mukupemberera kusvitsa makore 35 nyika ino yawana kuzvitonga kuzere kubva kuhudzvanyiriri hwevapambevhu.

×