A-LEVEL — PAFUNGE: Josiah awana basa repayadhi kuGweru

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 8 (Ongororo: Enderero mberi) Apo Josiah anobva pamusha anobva aenda zvachose izvo zvinonzi akabva angoita “somuti watemwa kubviswa

Vadzidzisi munotipa manyemwe – Dinha

Daphne Machiri VADZIDZISI vanorumbidzwa zvikuru nekuva nemoyo murefu pamwe nechido nebasa ravo svisinei nezvimhingamipinyi zvavanosangana nazvo mukushanda kwavo.

Kasvava kakamera mazamu

Malvern Mugadzikwa naKingstone Mapupu KUNE mwana musikana kasvava wekuGlendale, kuMashonaland Central Province uyo akasunungukwa zvakanaka asi ndokuzotanga kukura mazamu mushure memazuva manomwe azvarwa.

Zvinoitika: Dr Manangazira

Muchaneta Chimuka MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere, Director for Dieases Edipemiological Control, kubazi rezveutano nekurerwa kwakanaka kwevana, Dr Portia Manangazira, vanoti zvinogona kuitika kuti mwana

‘Vanhu veSA musatidaro’

Muchaneta Chimuka VAGARI vemuZimbabwe vari kushora zvikuru mhirizhonga iri kuitika kuSouth Africa uko zvizvarwa zveko zviri kurwisa, kuponda nekubira vanhu vasiri zvizvarwa zvenyika iyi ikoko.

Mupurwa vhu-u pamba

Memory Mangombe naKingstone Mapupu PANE mhuri yekuHopley, muHarare, iyo yakavingwa nemukweshwa wemupurwa pamba masikati machena, mushure mezvo mwana wepo ndokubva angotsakatika asi mutumbi wake ukazowanikwa uri mumugodhi.

‘Ndinorikitwa nemukadzi’

Sandy Musungata VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati aimbova mukadzi wake anouya kumba kwake omurova achida mari zveginya yekuchengeta mwana wavakaita vose.

Chimurenga: Masvikiro akabatsira

Kingstone Mapupu HONDO yeChimurenga yaive yechirwirangwe, apo vanoita zvechivanhu semasvikiro nen’anga vaishanda pamwe chete nevarwi, chinangwa chiri chekusunungura nyika yeZimbabwe kubva kuhutongi hwevadzvanyiriri.

Mhuno yemwana iri kupi?

Ignatius Mabasa KUAMERICA kwakaitika chishamiso. Kune mwana akazvarwa asina mhuno. Zvimwe zvose pamuviri wemwana uyu zvakanga zvakanaka.

PM wekutanga muzim ndi . . .?

Muchaneta Chimuka naKingstone Mapupu APO Zimbabwe iri kupemberera kusvitsa makore 35 yawana kuzvitonga kuzere, Kwayedza yakada kuona kana veruzhinji vanoziva nhoroondo yenyika yavo here nekubvunza mubvunzo wekuti ndiani Prime Minister…

×