Kuchembera haisi mhosva: HelpAge
Munyori weKwayedza MUKURU wesangano rinorwira kodzero dzevakwegura, reHelpAge, Mai Priscilla Gavi, vari kushora zvikuru tsika inoitwa nevamwe yekunanga vanhu vanenge vachembera huroyi.
Ndoda upi murume?
KWAMURI tete Makasimba here tete? Ndiri mukadzi ane makore 31 okuberekwa. Ndainge ndakarorwa tiine mwana mumwe chete. Ini nemurume takasiyana makore maviri adarika mushure mekunge ndatadza kubata pamwe pamuviri.
Zvikoro zvakasima miti 1500
Malven Mugadzikwa CHIRONGWA chekusima miti muzvikoro nenharaunda dzakazvipoteredza, icho chiri kutsigirwa neFriends of the Environment (FOTE), iyo iri pasi peNyaradzo Group, yakabatana nebepanhau reKwayedza, chatekeshera kumativi
A-LEVEL — Pafunge: Anna anotukirira mumwe mukadzi
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Anna anovatuka ndokuvati kurudzi kwavo kune munhu akaita saAnna here. Anoenderera mberi achitukirira vanhu
O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO: Amai vaMonika vanoda kuzviuraya
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vabereki vake vari kutukana. Anoyeuka kuti ane zvinhu zvaakange apihwa naMujubheki ndokupindwa nemweya
Kuba kuba, kuuraya kuuraya!
KWASARA masvondo maviri kuti vanhu vapinde muzororo reEaster, zororo rokurangarira kurovererwa pamuchinjikwa kwamambo Jesu Kristu, kufa kwavo nokuvigwa nokuzomuka kuvafi mushure mamazuva matatu.
Tsenzi imhuka yakaita sei?
Munyori weKwayedza TSENZI kana kuti senzi imhuka yemusango isina kunyanya kukura uye pachiRungu inodaidzwa kuti “cane rat”. Tsenzi haisi muchikwata chemakonzo zvisinei nekuti zita rayo pachiRungu rina gonzo (rat) asi…
MAONERO EDU: Chikoro kudhura handiyo dzidzo
ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya yedzidzo izvo zvaona ichigara iri pamusoro penyika dzose dzemuAfrica pakuve nevanhu vanogona kuverenga nekunyora.
Makepekepe 11 . . . zvaida Tauro izvi
Charles Mabika SVONDO rino tinodzikisa gejo, tokuunzirai shasha dzangu dzenhabvu gumi nemumwe chete pamwe nevepabhenji vacho vechikwata cheCAPS United, kubva gore rachavambwa muna1973 kusvika zvino.
Kepekepe ndiko kuti bhora: Msiska
Abel Ndooka RAIVE gore ra1973 apo Central African Pharmaceutical Society United Football Club, iyo inonyanya kuzivikanwa seCAPS United, yakavambwa ndokuzoita mbiri makore akatevera ichishungurudza zvimwe zvikwata muPremier




