Remekedzai pamakuva: N’anga

Daphne Machiri DZIMWE nyanzvi dzezvechivanhu dzinoti nyaya yemuti unonzi wakapunzwa nemvura yaiva nedutu asi ukazoonekwa wamira zvakare panzvimbo yawaive mushure mekunge watemwa mapazi kuitwa huni papurazi

Endai kuchipatara: Dr Manangazira

Munyori weKwayedza MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwakanaka kwevana, Dr Portia Manangazira, vanoti kana mwana achinge aine guvhudende anofanira kuendeswa kuchipatara kuti anoonekwa kuti

‘Ndinotambiriswa mbatya kubasa’

Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekuudza dare kuti kubasa kwake haatambire mari asi kuti anopihwa mbatya pakupera kwemwedzi semuhoro akabuda mudare muromo uri mumhuno mushure mekunge chikumbiro chekuti mari yemendenenzi yaari

Vamwe vakaburwa neKutama

Muchaneta Chimuka CHIKORO cheKutama Mission chine mukurumbira wekubura shasha munyaya dzedzidzo uye mumwe weshasha idzi mutungamiriri wenyika, President Mugabe.

MAONERO EDU: Fundo – Machechi anoda kutendwa

DZIDZO yemuZimbabwe iri kubudirira zvikuru nekuda kwemushandirapamwe uri pakati peHurumende, masangano akazvimirira pamwe nemachechi.

GRADE 7: Zita remunhu nezvaanoita

Ticha Danga MUKUEDZA kubika tsambakodzi isiri mbwizhu tinopota tichibata kose kose kwete kuswera tangoti nanga-nanga nechinhu chimwe chete. Tinomboti kunyimo tombotiwo kunzungu tichingozvisanganisa kuti tibike muto wakakora,

Nhomba yekudzivirira HIV yoparurwa

Catherine Murombedzi VANAMUZVINAFUNDO  vemuno, vachishanda nevedzidzo yepamusoro, vari mushishi yekuda kuparura chirongwa chekutanga muZimbabwe chejekiseni renhomba yekudzivirira kupararira kwehutachiona hweHIV.

Inzara wakarimaka iyi?

KUNYANGE zvazvo yave garoziva kuti mwaka iri kusanduka gore rimwe nerimwe, zvegore rino zvange zvisina kutarisirwa. Wese munhu ange akatarisira maguta, asi tarisiro yese iyi yapinda musango. Kana simbe dzave…

Kutama yoronga zveyunivhesiti

Muchaneta Chimuka KUTAMA Mission iri kuramba ichisimukira uye pari zvino pachikoro ichi pane hurongwa hwekuti pavakwe yunivhesiti.

Mapurisa akarumbidzwa

Muchaneta Chimuka MAPURISA eZimbabwe Republic Police akarumbidzwa nebasa guru raari kuita rekuchengetedza runyararo kune dzimwe nyika.

×