Gomarara: Zviratidzo nemarapirwo aro

Muchaneta Chimuka GOMARARA chirwere chakaipa zvikuru icho chinoita kuti nyama dzemuviri (cells) dzinge dzichimera nenzira dzakasiyana zvichikanganisa utano hwemunhu.

Ethiopia yotungamira mumujaho

TINOZIVA nyika yeEthiopia ichibura shasha yekumhanya murume ane mukurumbira wekusiya mhepo ari Haile Gebrselassie uyo akaberekwa mugore ra1973.

Mukadzi wangu ane kamweya

Kwamuri tete Ndiri murume ane makore 28 okuzvarwa uye ndakaroora. Ndine mwana mumwe chete.

Kubayana zvaita sei?

MAKOROKOTO kumadzimai navanasikana pasi rose vakapembera nokucherechedza zuva reInternational Women’s Day musi wa8 Kurume.

Marwadzo azara muvanhu obvepi?

ENDA pakereke, parufu, pamusangano kana papi zvapo pakaungana vanhu, chinhu chawave kunzwa zvakanyanya mazuva ano inyaya yamarwadzo, kunyanya makumbo.

Inwai tii yandaisa sauti

Ignatius Mabasa ICHOKWADI kuti hatigone kuchinja nyika, nekuti yakakurisa zvisingaite. Hatigone kuti zvatinoda zviitike nguva dzose, asi hupenyu hwedu ipenzura yakaiswa panyika naMwari. Kana tichirarama sezvatiri kuita izvozvi, tiri

‘Ngwarirai makoronyera’

Kingstone Mapupu VARIMI vefodya svondo rino vakayambirwa kuti vashandise mari yavo zvine hungwaru uye kuti vangwarire makoronyera ayo anogona kuvarozva kuburikidzwa nekuvatengeserwa zvinhu zvakasiyana zvakaita semidziyo iyo

Vanovigwa negonzo

Kingstone Mapupu PATSIKA dzechitema dzemunyika muno, kana munhu akafa asina kuroorwa kana kuroora uye kana kumbobvira akaita mwana, anovigwa zvakasiyana neavana saimba, vaya vane mhuri.

Chitunha Chakaita Chimhuka

Kingstone Mapupu MUNYAYA iri kunzi ine chekuita nemishonga yakaipa, chitunha chemumwe murume wekwaMusana chinonzi chakasanduka chikaita chimhuka chisinganzwisisike apo chainge chiri mubhokisi hama dzichigadzirira kuviga mufi.

‘Ndapfidziswa nenyoka’

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechidiki wekuChitungwiza, nyakubuda pachena gore rapera achiti anoitwa zvinorova nezinyoka pamwe nezvidhoma, anoti nyoka iyi yamupfidzisa sezvo dambudziko iri achiinaro.

×