Corona iriko vanhuwe

Mudzimai anoita zvemadhirama, Muchaneta, akapfeka “face mask” apo anga achifamba pakati peguta reHarare nhasi masikati. Anoti ari kuzvichengetedza kubva kuchirwere cheCovid-19 kuburikidza nekugara kumba nguva yake zhinji uye akambomira kuita mashoo. Anoshora vamwe vaimbi vachiri kuita nzendo dzekuenda kunyika dzine Covid-19 achiti makaro emari akadaro haakoshese upenyu.

Related Posts

Chikepe chitsva chekutakura vanhu, nhumbi chaparurwa paLake Kariba

Walter Nyamukondiwa MWEDZI unopfuura mumwe chete kubva apo paitika tsaona yechikepe cheMV Rida Mbuya Nehanda iyo yakakonzera kufa kwevanhu makumi mapfumbamwe nevanomwe, chikepe chitsva chotanga kushanda muLake Kariba. Chikepe ichi…

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *