Fembera -fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti uyu ndiani.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti: +263 0714 200 007. – MUPEPETI.

Related Posts

Mwanakomana oda kuuraya amai, hanzvadzi

Tendai Gukutikwa MURUME wekuWatsomba, kwaMutasa — uyo anonzi ave nemakore akawanda achishungurudza amai vake pamwechete nehanzvadzi yake achivapomera huroyi nekuvimbisa kuvauraya — nyaya yake yakaendeswa kumapurisa naMambo Mutasa mushure mekuona…

Ndaitya kuti ndave kufa: Seh Calaz

Langalihle Mhiti SEH Calaz, kekutanga, anoburitsa pachena kuti aitya kuti akange ave kufa apo akarwa zvakanyanya gore rapfuura. Shasha yeZimdancehall iyi anotsanangura pamusoro pekupora kwake kunoshamisa uye kutenda zvakasimba kunaMwari…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×
×